Choto CheMadzimai Lessons: BItterness Ngaipere

Makadii madzimai vepa Choto.Dakutendawo the founders of this group (my parents) vandipawo mukana uno to teach on this platform.


Iam going to teach about BITTERNESS. Chii chinonzi bitterness? BITTERNESS imhando yehasha dzadzika midzi muvanhu vazhinji. Hasha idzi dzakakonzerwa nekurwadziswa. Ini ndinoti imhando yembeu yemidzwa yakadyarwa ikamera pamoyo. Wakarwadzisa zvekuti unoona sekuti it's unforgivable. 

By Joanah Mutisi

Vazhinji vane bitterness havagone kugamuchiradzidziso kubva kunevamwe. Nekuti anoti ndakatobvavo neko azvina kundishandira, haagoni zvekare kutaura zvinovaka kunevamwe nekuti she judges everything based on her past bad experiences. Munhu ari bitter is not even ready to try new things nekuti anotya kurwadziswa. Bitterness does not affect you alone but even everyone that come in conduct with you. Hebrews 12:15 says, see to it that no bitter root grows up to cause trouble and defile many. 

Choto CheMadzimai Lessons: BItterness Ngaipere
Choto CheMadzimai Lessons: BItterness Ngaipere

Vazhinji takarwadziswa muma previous marriages and relationships zvakuita tive nehasha. Takutora Abel wakatirwadziisa kumuita Paul who is coming with a word of marriage to you. Bitterness inokuita utadze kuona the right person or opportunity when it comes. Zvese izvozvo kwauri zviri wrong.Boaz chaiye paakauya wakatadza kuzviziva.  Business partner chaiye akatouya akaenda. 

Murume waugere naye akakutadzira five years ago nanhasi nyaya iyoyo ichikukupa hasha zvekuti paunotanga kuitaura inoita sekunge akatadza nezuro. Madzimai forgiveness is not an option for the Christian, it is required and its step number one in removing bitterness. Ukaziva kuti Abel haasi Paul unowana peace.  A bitter heart finds no peace at all. COLOSSIANS 3:13 inoti Bear with each other and forgive what ever grievances you may have against one another. Forgive as the Lord forgave you. 

Gona kuregerera!!!

One thing I have discovered with bitterness is that it hinders your prayers thereby causing delays to your destiny. Life yemunhu ari bitter inoramba ichitenderera panzvimbo one. Business remunhu ari bitter does not grow. Ephesians 4:31 inobva, "yati get rid of all bitterness."

Ladies, we are God's vessels, and Mwari varikumada ma vessels ivavo to use them in His kingdom. But the vessels are full, they are occupied. Unless you empty the cup,you can not add anything to it. A plane can not land unless the one iripa position yairikufanirwa to land yaita take off. Otherwise inoramba irimudenga. Heaven is saturated with spiritual gifts but it can not release them because the vessels that are supposed to receive are full. Madzimai tinebasa rekuita muimba yaMwari. Amongst us are teachers, preachers, intercessors, and worshippers. But the destiny has been delayed because of sin. 

Whatever you are going thru surrender it to God. The Load is not yours to carry, give it to the owner (Jesus Christ).

Tanga nekuregerera nhasi, Mwari vagokuregererawo. Be a prayerful woman. Ukaziva kutaura namwari kana wasangana nedambudziko you will live a bitterness free life. 

God bless you all.

#Bitternessfreelife.

Choto Chemadzimai Lessons, under Choto Chemadzimai, is a platform where ladies can send in their own personal teachings that they feel will benefit other women and even men. If you so desire, please get in touch!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp