1. Kuwedzera huwandu wembeu yenyu ( sperm Count )

Torai mashizha emuguava momadzvura (pound) kuti abude muto. Muto wacho sanganisai nemvura uye mokwanisa kuzvisefa ( filtering) kuti muwane juice isina zvimatsengwa. Inwai half cup katatu pazuva.
18+ Kana Baba Vachikasika Kuti "Amen!" Pamunamato Uye!
18+ Kana Baba Vachikasika Kuti "Amen!" Pamunamato Uye!

2. Kana muchikasika kuti Amen pamunamato

Torai derere riye rechipodzi mobvisa mhodzi dzacho ( seeds). Dziomesei. Kana dzaoma dziisei mumvura ine soda kwemazuwa 2. Chinwai half yecup pazuwa kwe 1 week.

3. Nhengo yakaneta isingadi kunatsomira. Weak Erection

Torai 6 hanyanisi (onions) modzidzvura muwane muto wacho. (Pounding to extract juice). Zanganisai nehuchi. Potai muchidya spoon 2 katatu pazuva.

Bishop Pride Sibiya loves you and is praying for you!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.