HANDY TIPS


Ladies fridge inogezwa using Hanyd Andy. Kana wapedza wocheka lemon rako into four parts woisa mumakona efridge zvogara zvakadaro. Ummmmm sandi kunhuwirira kunoita mufridge. Zvakasara zviye ladies kut unoisa nyama muplastic woisa mufridge hutsvina hwekupedzisira. Vamwe tinenge tine fridge one ndimo muchaiswa drink, chikafu, mvura yekumwa... hokoyo nyama mubepa gadza.

Pane zvandakadzidza maererano nekuisa nyama mufridge. Buy ma5L tin zvatinoti zve-acha zviye. Two chicken dzokwana imomo mu5L wopekera nyama yako imomo uchiisa mumabreadpacks. Even magets akaenda ropa or mvura yenyama haiendi mufridge but inogara iri muchitin imomo munenyama.

Nhasi let's learn abt vinegar and its uses

1. Kana uchida kunakirwa nebeans dzakwata paya add vinegar nesugar flavour inobuda po you will tell us.

2. Boil water inocover base yepan. Add vinegar then add chicken pazvinoboiler remove grill or kugocha yr chicken flavour yavepo kare .kwete kungoboiler nekutofryier chicken be creative.

3. Ini ndoshandisa vinegar panyama yose zvayo, kana iri yekukanga inokangika zvakanaka uye ichinaka.

4. Vinegar inodzinga nhunzi kana uchibika zvinodaidza nhunzi. Unongomwaya mwaya kitchen yese nekuisa muka saucer wogadzika,jira raunopukutisa pamusoro pema cupboards isa mu vinegar wopukutisa
China NaAunty Rhoda: Vinegar, Handy Tips Pamba
China NaAunty Rhoda: Vinegar, Handy Tips Pamba

5. Add a little vinegar mumvura yeku cleanisa ma glass. Vane ma glass stands ano shaina. Even ma water glass ano shaina nema window.

6. Uka kanga nzungu mutetenerwa instead of kuisa mvura nesalt ndoisa vinegar ne salt zvinonatsoita

7. Ini use vinegar pakudefroster nyama kana ndanonoka kuburitsa mufridge mix it nesugar then ndodira panyama it helps kudisolver nyama.also murice kuti riite ma1 1 ndongoisa madrops muboiling water yekubikisa rice.

8. You can also use vinegar to prepare beetroot panzvimbo ye chutney.

9. Vinegar inowhiterner mazino did you know vane mazino anemalines

10. Kuyisa patoothbrush direct wokwesha and rinse then wozoyisa toothpaste.

11. Ini hangu zvese zvekubika mataura pakushandisa viniger saka wl tell u kt kana ukaona masink abloka.tora soda woisa panobuda nemvura paya wodira viniger.th reaction inonovhura zvese zvakavhara pamapipes sink wl unblok

12. Ini ndoziva kuti Vinegar inodzinga nhunzi mumba ukaisanganisah nesalt wongomwaya mwaya pese nhunzi dzinotiza.

God bless you.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.