MHARIDZO YASEKURU MBAMBAMBA


Hee, vakadzi vedu havadi bonde!

Vangabvuma sei imi muchingonyudza chombo asina kutota? Vanoramba nekuti vanenge vachirwadziwa. Halelua! Batai vakadzi venyu maz*mu, zviminyatso izvo muchinyatso yamwiwa. Magetsi evakadzi anobva pamazamu, pam*tinji nepamagadziko. Mubate magadziko ayo, Amen!
Mukadzi Wangu Haadi Bonde! Imi-ka!
Mukadzi Wangu Haadi Bonde! Imi-ka!

Ndati batai batai chitubu chevakadzi venyu! Tarisa kuno, ndati bata sinhi yemukadzi. Uchaona kuti kana moda kurhojana haarambe, anobva atotanga kuichemerera kuda kuk*irwa! Hey, udza Mkadzi kuti, "Dia unonaka wena!" Ipapo anobva akukoira zvemhando yepamsoro! Halelua!

Kana uchida kunakirwa, ita mkadzi aendewo pamsoro ombova in control.. anoimba manhanga kutapira! Ndopaunoona kuti mkadzi anonakirwa! Amen! Ngatitendeukei pabonde please mukadzi anoda kuti unyatsoipakira womuzvambura. Kana wanzwa zvandataura say AMEN..!

Bishop Pride Sibiya loves you and is praying for you!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.