Hapana chinhu chino netsa kufudza seMbudzi kkkk haigutsikani nepairi.

Ikasimudza meso ikaona svi green kumberi ino mhanya yoti uko kuri nani yosvika yodya ikasimudza futi musoro yooona yoti uko kuri nani futi the whole day ichingo manya .
Ukaita Mbudzi Yemurume/Mukadzi...Ohhh!
Ukaita Mbudzi Yemurume/Mukadzi...Ohhh!

Mweya wembudzi ndiwo warova ma marriage mazhinji aka simudza musoro akaona umwe zvonzi ummm anenge ano nzwisisa kudarika wangu, oona oti anenge akanaka kudarika wangu, oona mota zvonzi anenge ano chengeta kudarika wangu .

Demon rembudzi ouuuuuut!!!! Ngaribve mukati mewatendi Amen!

Bishop Pride Sibiya loves you and is praying for you!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.