Sekuru Mbambamba NaAunty Rhoda: Weaknesses Of Husbands And Wives

Hello vazukuru paDare nepaChoto!

WEAKNESSES:

ANAMAI

1.Vakadzi kukiya bonde kana matsamwisana

2.Kukoshesa shamwari kupfura murume wako

3. Kuita zvinhu nerweseri murume asingazive

4. Kurara munhu achikanda kunhuwa fish ( puts off murume)

5. Kuudza vanhu vese vese zviri kuitika mumba menyu

6. Hasha ne chiramwa

7. Kusaziva zvinodiwa nemurume kubva kuzvekupfeka kusvika kuzvekudya

8. Kusarumurika padiki padiki kwa mhamha

9. Kupfeka kunge muchati mu bedroom kana Ninja kuoneka maziso chete .

10. Kutaura rough kumurume wako

11. Kuita shamwari dzisiri muwananano kana ma small house evamwe vanhu

12. Hapwa dzinenge dendere

13 .kuita muviri unonama makunorara nedikita

14. Mukanwa munokanda

15. Kuita danda pabonde

16. Kudheerera murume kumuita sahwira
Weaknesses Of Husbands And Wives
 Weaknesses Of Husbands And Wives

ANABABA

1. Kusagutsa Amayi

2. Kuita gumbo mumba gumbo panze

3. Kuita jongwe pabonde

4. Kuzviitira zvinhu wega

5. Kusafamba nemukadzi wako uchimusema

6. Kusaita ma surprise

7. Kupfeka zvinomakisa mukadzi pane vanhu

8. Kusaenda nemukadzi ku ma function ekubasa

9. Kuvharirana naamayi muchitaura ( chii chamunotaura mukadzi comes first)

Kupedza mazuva Mayi vakatsanya muchiti makaneta

BOTH PARTIES MISTAKES:

1. No communication during sex , poor communication everyday

2. Failure to tell you partner kuti unomuda

3. Kusageza hutsvina

4. Kutadza kuendawo out , nyangwe kungotenderera mu town mese

5. Kusanamata mese - a family that prays together stays together

6. Kuda kuita Bonde the same way everyday , every week , every month , every year

7. Kuitira Bonde mu bedroom chete ko mushawa

8. Kutadza kutenda kana Mayi kana baba vagona basa

9. Kutadza kuita anniversary kana ye two , three years

SEI MA SMALL HOUSE ACHIHWINA ?

1. Anoziva zvinodiwa nemurume wenyu imi hamuzvizive

2. Ma small house haakiye bonde imi munopedza week makatsamwa .

3. Ma small house anoita respect achida kudya Mari yababa . Unonzwa voti daddy mageza here?

4. Ndokuisirayi kanyama mu oven here kana munoda cold drink . Imi munonongedzera kune sadza. 5. 5. 5. 5. Munobika matemba ekupfidzisa murume .

6. Ma small house anocheka murume wenyu nzwara, vopukutwa vabva kunogeza , voiswa baby powder pakati pezvigunwe . Imi munoti seberayi muri kundimara nenzwarwa dzenyu.

Don't make mistakes murume wenyu akamirirwa nemakava ane ma failed marriages . Please let's improve michato iyi .

ZVINOSIMBISA DZIMBA

Couples Notes

1. Mukushaya mukuwana Rudo mumba ngaritsve

2. Kutaurirana / Kugona kutaura (Communication)

3. Kuregererana

4. Kuvimbika (Faithful)

5. Rukudzo (Respect)

6. Kungo supporter mumwe wako

7. Kunamata sababa namai (Praying as couple )

8. Kusatyisana

9. Kusanyimana (Zvese)

10. Kubatsirana

11. Kugezana (zvese)

12. Ku suprise mumwe wako

13. Kuendeswa OUT

14. Mai vanofanira kugona kubika

15. Kuziva zvinofarira nemumwe wako kupfeka, kana kubika

16. Kugona kugeza

17. Kubalance both sides kwenyu nekwavo

18. Bvisayi mazvi ekuti kwenyu, kwangu, vako, vangu, dzangu, dzako,

19. Kutsigira divi kwemukadzi nekudivi rekwemurume panhamo (Mariro)

20. Kudzivirirana nekudefender, kuvharirana hapwa

21. Kuronga pamwechete

22. Kusarakidza kupesana pamberi pevana

23. Kuziva nguva yekutaura

27. Kubalance hama

28. Kuyemurwa nemumwe wako

29. Complements anodiwa

30. Kukisana

31. Hushamwari.

32. Kuziva Shamwari. dzekutamba nadzo Psalm 1vrs 1, Zakaria 13 vs 6.

33. Dzorekawo kana watsiurwa.

Please leave a comment!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp