Aunty Elizabeth: The Other Side Of Kudhonza Mat.....Ah Iwe!

This is true but manga muchizviziva here kuti kudhonza matinji kunokanganisa big time mulife yemunhu kadzi. 

Mwari haazi benzi akagadzira dick ine ganda uye vagina ine size yem*tinji ainawo. Too much straining yethose muscles inoita kuti feeling ipere thats why vamwe vakadzi vachizoshaya feeling as time goes on cause akauraya sensory system kare.

The labia and the clitoris provide pleasure to a woman. The more you stretch them the more you kill the sense of pleasure. You will be stretching the nerves that give u pleasure. Plus ukadhonza zvisina art you will have difficulty in bearing child cause u have decreased the passage yekuti mwana abude nayo.

Kudhonza kwaiitirwa zvinhu zviviri chinyakare:

The Other Side Of Kudhonza Mat.....Ah Iwe!
The Other Side Of Kudhonza Mat.....Ah Iwe!

One of them kuti baba vatambe nazvo.

The other one kuti mukadzi apere feeling kuti asazohure baba vaenda Joni. That's why they also practiced female circumcision.

Please guys let's have enough information about something before we attempt some things. NB: Ma*inji haaitise nhengo tight.Musanyeperane guys. Tightness is depended on the level of tumwe tuma gri grii turi mukati me v*gina.That's why zvichinzi ukamhanyira bonde uchiri mwana you lose that friction. Therefore kuzopinda mumarriage ka grii grii kaya ka lesser.

Ask yourself why vamwe venyu musingasvike pabonde. Haisi nyaya yekuti mumwe haasi kugona. But you killed those nerves aiita kuti unakirwe pabonde.

Murume haambofa akakunzwisisa kuti unokanganisika zvakadii. Panyaya iyi so ladies you always opt kuda kufadza murume

FIND A MAN ANODA ZVAUNODAWO.

Izvo zvekudhonza izvi zvina Mwari mukati here vazukuru?

Please leave a comment!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp