Zvine dambudziko here kuti mukadzi anopota achiisa late husband yake on Profile or status achiti makandisiira ronda risingapore apa anenge ava mune imwe marriage


Lets discuss...

Haaaa kunenge kuri kujairira the current husband & marriage vows

Yaa think she shouldn't hav got married first if she is not over with the deceased

Ko akaroorerwei if she had not decided to forget mufi. Munhu iyeye haana kutsarukana mafambiro ake

Achimbomusiya aite zvemufi she is saying the late was better than the current .
Zvakaipa Here Kuisa Status Yemudiwa Wangu Akafa Apa Ndava Married?
Zvakaipa Here Kuisa Status Yemudiwa Wangu Akafa Apa Ndava Married?

True anoda kusiiwa omboita zvekumakuva. Kushoora kwakapfurikidza kwaari kuita uko

Maybe she is saying mushakabvu waik*ira zvisingaite kkkkkkk.

...not good at all.

Yakaitika umwe akachema achidana zita remufi pabonde anakirwa

Munhu haamanikidze kana kurambibzwa zvekufunga mupfungwa dzake kana zvekuisa pa status.

Izvozvo bedzi zvinofanira kuita homework kune murume akazoroora kuti indava adaro.Zviripachena kuti hausi kumubata zvakanaka or pane pauri kureswa zvinosvika kuti adai..kutomboroorwa futi aitofunga kuti pada murume mutsva achanyaradza asi zvaramba.Kunze kwekurwadziwa nazvo itoona kuti une homework hombe, urikurwadzisa mwana wevanhu watadza kumunyaradza.

Ukataura naye zvakanaka nekuita mabasa kwawo kwaari haasvike pakudai.

Ini kwangu hazviite zvachose kwete kunyepa anotomuendera akafa iyeye kumba kwavo ozononyatsoisa ma status ake ariikoko.Kumba kwangu bodo bhuru ndini chete.

Hazviite izvi.

Aaah kkkkk hazviiteka

Mapedza apa mdara. Murume watadza kutamba rudo nemumwe wake sezvaiita mushakabvu. Handisi kuti comparison between mushakabvu nemupenyu iitwe, asi chokwadi panenguva that comparison comes into akafirwa's head, especially when things are on the negative side. I speak from personal experience. Homework is to know how she used to be treated woziva kusimudza chikero. This woman won't regret to be sent packing her bags for her doings. That pain is worth taking than living the worst from the former. That woman needs support and love than kushungurudzwa. Kana asati apedza kuchema mushakabvu basa racho richati wandei kumurume.

Good people, what are your personal views, nhai zvinebasa here?

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.