Varume VeZimbabwe Inzwai Aunty Rhoda

Nhasi ndoda kutaura nevarume vekuZimbabwe,chekutanga vakadzi vazhinji vari kucomplainer kuti mangova vana baba vezita chete!


Vakadzi tinoda love, attention, kukosheswa nekupihwa bonde rinogutsa. Vamwe venyu munomhanyira kuita magirlfriends uchitambira US$300 mumba mako haisi kukwana saka yesmall house unoiwanepi?

Hupenyu nemhuri yako zviri kumashure basa kufunga mahure chete!
Varume VeZimbabwe Inzwai Aunty Rhoda
Varume VeZimbabwe Inzwai Aunty Rhoda

Kana ndiri mukadzi wako communicate neni pazvinhu zvose hanzi 2 heads are better than 1. Ko mukatenga doro renyu monwira pamba zvakaipei wonwa 3-4 quarts than kuenda kubhawa wonotengera nzenza woburitsa US$20 ini nevana tichitambura. Ko kungoregera doro tonamata Mwari pamwechete toenda kukereke?

Munoenda out nana marwei asi ini nevana hamuna kumbotiendesawo out totozvidawo once in a while. Kuzoti bonde racho vakadzi vazhinji vari kuchema nekusagutswa. Take time satisfying your wife haana kuvinga sadza asi bonde saka mupe agute. Kubudirira kwako nemhuri yako kuri mukuronga nezviito zvako sababa. Please tipeiwo rudo, mari nebonde mudzimba umu!

Chinjai maitiro ana hubbybae tinokudai asi zviito nemabasa enyu zviri kutisvibisa moyo asi tinokudisisai!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp