Sekuru Mbambamba: Vamwe Varume Vanonzwisa Tsitsi, Madzimai Musadaro
Sekuru Mbambamba: Vamwe Varume Vanonzwisa Tsitsi, Madzimai Musadaro |
Ana amai, murume akawana bonde especially ramuno pembedzawo haachina chimwe chaachada, kumasmall house uko havasi kutsvaga sadza but sex. Kuita sex nemunhu asirikitoda hake zvakafanana nemasterbation, zvino vamwe havatauri, anongobuda ondotenga bonde mustreet imi mai muripo. Zvino imba yacho ichasvikepi.
Man loves sex, we need it, we crave it, it's painful kuinyimwa especially namadam,tambai nezvimwe kwete bonde. Master him, study him and give him, even daily, yes some need it daily believe me kunyangwe zvizingazonakidze hazvo. Problem is vamwe vakadzi will give the best kumbavha baba voitirwa chirango, baba vanonzi ndakaneta, ndirikurwara but mbavha yonzi please mangwana ukarega ndofa huya undipamhe, asi chii chaizvo? Vakadzi varikubatwa nezvikomba ndiwo varikuswedza baba nenzara.
Zvorwadza, varume varikuita maoko-mukadzi, mukadzi arimo mumba akanyepera kurara hake, munodarireiko asi, imagine bhazi ralodha rosimuka rotadza kuenda zvinorwadza.
Anyway, the big issue is vanhu ngatizivei Mwari, get marital counseling, and value our marriages. Zvekubuda mumba whether uri murume or mudzimai zvine gehena mukati! NGATINAMATEI MWARI!
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).