TOGEZA SEI PA ANAL HOLE NEPAKATI PEMAGADZIKO KUTI PASATOMBOSIMUKE KANA KA ODOUR ZVAKO:


1. Kana uchishandisa shower. Nyatsokotama zvekuti muviri wako unonyatsobuda kuita L ari upside down.

2. Nyatsobata mag*ro zvekuti anyotsokuvhurika, kuvhurika chaiko.

3. Zorera sipo in pH 8 or 8.8 pakati pemagaro ako. Zorera paite furo chairo asi usaite kuti sipo ipinde mukati.

4. Enda nemagadziko ako right direction pari kubudira shower. Chinyatsokotama sezviye. Vhura kumagadziko.
Sekuru Mbambamba naAunty: Kugeza An*l Hole Ne...Pakati....
Sekuru Mbambamba naAunty: Kugeza An*l Hole Ne...Pakati....

5. Mvura ngaidonhere pamagadziko ako direct paanal hole nekuti wakavhura ka magadziko.

6. Kwesha netauro rako 16 times. 8 times up. 8 times down kukwesha kusvika sipo yese yabva.

7. Isa tauro paside.. Mvura ngairambe ichivuda mushower yako. Chishandisa ruoko kukwesha until wakunzwa kuti ka-friction so asi usaite zvekuzvikuvadza. Wapedza chigeza towel rako pa shower rochena tsvina iya yekuAnal hole. Chifondorera wogeza neruwoko rawako paAnal hole neshower.

8. Buda mu shower manje woshandisa very dry soft towel kupukuta pakati pemagaro neanal hole yako.

9. Kana wapedza zora mafuta. Kana wapedza kuzora mafuta wodira baby powder kunotangira magaro kuline kunenge kwakaita kakutsemukira kuye.

10. Kana iri tub or bucket...tsika pamusoro peTub. Rimwe gumbo uko, rimwe uko so that pakati pemagaro paL panonyatsovhurika. Geza the same way semunhu ane shower unochena. Taramba odour pamunhu wese. Ngatishambidzike nguva dzese.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.