Kana Zuva Rovira: Read This!

KANA ZUVA ROVIRA: LUKE 24:13-29.


Musi wakamuka Jesu vamwe varume vaviri vaifamba vachitaurirana nezvekuroverwa kwaJesu pamuchinjikwa vakananga kuEmmaus kumba kwavo. Pakarepo Jesu anosvika pavari otanga kufamba navo, asi meso avo akabatwa zvekuti havana kuona kuti ndiye.

Jesu anobvunza varume ava kuti ko nyaya dzamuri kufamba muchitaurirana ndedzei. Thank God varume ava vaitaurirana zvaJesu. Kana taiva isu nenyaya dzatinotaura kubasa dziya, tichitaura zvinonyadzisira, Jesu aingauyawo akajoina here those empty conversations?

Kana Zuva Rovira: Read This!
Kana Zuva Rovira: Read This!

Murume ainzi Cleopas anoudza Jesu nezvekuroverwa kwake nekurwadziwa kwavakaitwa nazvo asingazivi kuti ndiye Jesu wacho waari kutaura naye. Jesu anobva atanga kutsanangurira varume ava Bhaibheri (Old Testament) kubva kunaMoses kusvika kuvaporofita vese vaiporofita nezvake. In teaching these disciples, Jesus showed the importance of the Old Testament as a witness to His mission.

Many professed Christians now discard the Old Testament, claiming that it is no longer of any use. But such is not Christ's teaching. So highly did He value it that at one time He said, "If they hear not Moses and the prophets, neither will they be persuaded, though one rose from the dead." Luke 16:31. Jesu akafamba nevarume vaya kusvika pavaikonera vopinda pamba pavo, iye anoita seanodarika nenzira, varume vakabva vamugombedzera vakati, "garai nesu NEKUTI ZUVA RAVA KUVIRA" verse 29. Pavana vako gombedzera Jesu agare newe, zuva rava kuvira.

Pabasa paunoshanda, pamurume kana pamukadzi wako, gombedzera Jesu agare newe, zuva rava kuvira. If men are too indeferent to think of Jesus or ask Him to abide with them, He passes on. TO GOD BE THE GLORY.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp