Hilarious: Statements By Zim-Mothers!

Some of the best statements from Zimbabwean Mothers as we celebrate Mother's Day


1. "Ndokurova ukafa and mapurisa hapana zvaanondiita cause ndini ndakakuzvara!"

2. Punzai henyu maplates. Baba venyu vane mari.

3. "Eh titambire mapasuru zve ndimi matova baba vepano makupinda nguva dzamunoda.”

4. "Madyiro amurikuita chikafu aya, kasi murikuenda ku auction?"
Hilarious: Statements By Zim-Mothers!
Hilarious: Statements By Zim-Mothers!

5. Muchandidemba ndafa moti ndorarama kusvika rini

6. "Saka zvekutogara pamba zvinotokurwadza zvekudaro? Kuita kunge munhu akazvarwa achifamba??"

7. Inini handisi mai vako hameno kuti mai vako vaunoteerera varikupi

8. Tanga wadya ndoda kurova munhu akaguta.

9. "Asi munhu wandatuma kuti anditorerewo maspoon mukitchen awana achitengeswa here"

10. Ndinenge ndisingade kukurova but iwe ndiwe unondituma

11. "Ungabva wandinyimao chikafu chako kudaro, apa hausiriwe wakatenga. Haya, pamuchaita mari dzenyu kuti tichatombo dzidyao here, ndikauya kumba kwako ndinouya ndakaguta nekuti ndingatofa nenzara"

12.'Rarai henyu vanatenzi vangu, hantie ndakaroorerwa kuzoshandira imimi

13. “Kana wapedza kuchema wozouya ndikutume”

14.Farisa hako kunge unogara pano, tichaenda kumba.

15. Unofamba uchikika matombo neSchool shoes handiti Baba vako vanoshanda kuBata.

16. Vakomana clean your room please. Ndine murume one pano.

17. Mazoe atopera ne 3 days hoo nhai nekuti musikana webasa achatenga mamwe.

18. Uchaita vako vana uchazviwonawo.

19. Unoda kukwidza BP yangu.

20. Saka haugoni kuti mamukasei mhamha.

What other statements do you still remember, haaa ini ndaseka hangu!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp