Hide id ndaitawo dambudziko madzimai remurume chihure chisingapere.

Ndikazviziva he make sure to put the blame on me. Anodanana nevanhu vepadhuze vanondiziva saka ndanzwa nekutama akambodanana nemukadzi weshamwari yake apa nezuro ndakazvibata kuti ari kudanana nemumwe mukadzi anogara mu area medu imomu asi anotondiziva zvese nevana.

He Has 14 Children And Still Cheats, Ndodii?
He Has 14 Children And Still Cheats, Ndodii?

Hubby uyu akatonyenga muskana uyu ari wemunhu.Apa ndangiti nditaure vakadzi vashoma kuitira nyaya isarebesa ndine vana 2 nahubby mumwe ane 8 mumwe 4. Hubby ane Whatsapp ine mahure ake asi ukavhura fone hauiwone iye ndeye anoziva pakubaya kuti atange kutaura nevanhu vake.Zvino mu area umu handisisina chimiro kana kuti udadewo nahubby wako muchifamba makabatana mawoko iiiiii ndakutoshaya kuti ndosvikepi ndichitama.

Ndibatsireiwo madzimai.

Bishop's Response: Great daughter listen. God hates divorce but when a person continually nullifies his marital vows by repeatedly cheating and committing adultery, you are free to move away from such marriage, protect your heart, your spirit, and your physical health apart from your soul.

What is your response?

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).