Hazvinei Sakarombe: Nyaya YeVaroora

Hazvinei Sakarombe: Nyaya YeVaroora


Makadiniko vana mhamha nana baba? I thought I should share with you this for upbringing yevana vedu.

Hey Mwari tibatsirei. Was even thinking about nyaya yavaroora kuti varoora vari kuchemwa navo nemadzimwene vakarerwa nemudzimai. Ini ndiri kuchemera muroora kwaye but have l raised one?

Ndabva ndafunga pane umwe muchato tete vaBride vachipa speech about mwana wehanzvadzi vakati: Introducing the product from the .....family. She then outlined the bride's achievements and her abilities. Vakataura her degrees her career zvaanogona e.g catering, baking and interior decor. Vakabva vati akambogara 3 years kumusha nambuya so anogona kudzvura, kukuya, kutakura svinga rehuni nekumona bhodho size 4. Vakati last but not least our child is always eager to learn. 

Vakashaina nemwana wehanzvadzi yavo zvekuti years later auya navamwene vake kunhamo vakabvunzwa kuti takakunyeberai here, zvikanzi hamuna mwana wenyu chikomborero mumusha...It just got me thinking Cedars what kind of a product will l present to the world angava mukomana or musikana? Zvandirikutarisira muvana vevamwe ndakazvidyara mune vangu here? Ndinoda muroora achandiitirawo basa achifara but my own daughter l didn't train her! Ndinoregerera bad behaviour muvana vangu asi ndinoda kuvigirwa vanehunhu hwakanaka!
Hazvinei Sakarombe: Nyaya YeVaroora
Hazvinei Sakarombe: Nyaya YeVaroora

A friend of mine rebuked me the other day. We had gone somewhere and l was really tired kunzwa fatigue chaiyo l felt illish. Kumba l had left Shewe and my two sons so ndakati ndoda kumhanya kunobika. Ndobva ati kumba hakuna munhu here ndikati kune boys zvikanzi vaudze vabike bva ndati aaaaah they can cook but ndirikuda proper food handidi zvinondinetsa since ndiripo will just cook. Akanditi Tecla do you realise kuti you are instilling in your boys kabelief kekuti mukadzi anofanira kungoshanda chete even akaneta or achirwara. Ndovaya varume vekuti he won't lift a finger nyangwe mukadzi akarwara sei anogomera ari pastove!

What kind of a product am l producing??? Ndikanzi ndipihwe my own daughter as muroora ndingamuda?? Appearance chete yemwanakomana wangu nezvaanoita being irresponsible zvonzi ooo mukwasha uyo ndingada??? Tese tinoda vari presentable, thoughtful, hardworking and responsible but remember it's another parent's effort. Exchange yamuri kuita iwe uchiti l have gained a son or daughter is it fair trade? It's never too late to make corrections veduwe. Mwari tigoneseiwo.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp