China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Tete Rhoda Or Tete Mupfuhwira? Vazukuru-ka!

China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Tete Rhoda Or Tete Mupfuhwira? Vazukuru-ka!


Honaiwo vazukuru zvandinogara ndichitaura kuti teererai isusu vana tete vanoziva Mwari. Verengai muzvinzwire?

[05/05, 19:24]: Tete isaiwo nyaya yangu mudare kana magona svikai kuno muone zvirikuno, ndadzoka kubva kubasa ndaona madam isiri kufamba boe ndikati ko wadii zvikanzi ndiri kumwedzi ,zvino ndazomuti tione coz ndafunga kuti akuvara. Tete anga akaisa pork mubhurugwa zvake ndamurova kusvika ataura chokwadi ,hanzi mupfuhwira waakanzi na tete vake kuti imba imire anoisa nyama mubhurugwa okanga isina kugezwa ondipa ndodya. Izvezvi ndamuti rongedza uende kwa tete vako ,handisati ndamurova kana kumu hurira saka ndodyisirwei tsvina nhai tete . Hameno kana ndakanganisa hangu but trust hapasisina tete.
China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Tete Rhoda Or Tete Mupfuhwira? Vazukuru-ka!
China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Tete Rhoda Or Tete Mupfuhwira? Vazukuru-ka!

[05/05, 19:24] : Very sorry tete makabereka nditoreiwo semwanakomana wenyu, dai ariye adyiswa nyama iyoyo mainzwa sei maimuti tora mukadzi here? Dai ndaishusha kana kuhura ndaiti mubvunzei kuti mbama yangu anoiziva here paari akuudzei chokwadi. Ndichazodya sadza sei mumba moyo wangu wakadzikama . Kana achibvuma kufurirwa kudaro chero akanzi andiisire poison chokwadi anoisa . Ndakuto mutya ini tete ndotenda midzimu yangu yandionesawo pamwe ndakadya hangu zvimwe tete asi zvakakwana izvozvo mai Dee ngaaende and nyama yacho ngaanoratidza vabereki vake toenda kudare ndonomupa gupuro.

[05/05, 19:24] +263 77 927 8754: Mushe vatete haaa pakaipa tauraiwo navo ba Dee kutaura kuno pakaipa tete handisi kuziva zvekuita.

[05/05, 19:24] : Ehe nyama ndatenga pork ye $3 ndokuisa mubhurugwa zvandakaudzwa na tete hanzi murume anodzikama , ndaiisa kuseni pandapedza basa hanzi unoisa usina kugeza ,handizive kuti ba Dee abva nekupi ndobva angopinda mumba saka pandanga ndoda kufamba abva abvunza kuti mukufamba sei ndobva ndati ndiri kumwedzi zvikanzi tione ,saka ndaita confidence dzekuti achati rega ndopandavhura pant nyama ichidonha tete. Ndibatsireiwo imba yangu ndoida tete please.

[05/05, 19:24] : Murume andidzinga pamba izvezvi ndafonera tete vanditi nyaya yacho toitira ku gate coz havadi kuti murume wavo ainzwe saka vandirambidza kupinda. Mirai ndikufonerei tete .

[05/05, 19:24] : Aehwa handisati ndambomubata achihura kwanga kuri kungodawo kuti adzikame chete.

[05/05, 19:24] : Tete ndivo vakango nditi imba inotsigiswa ichatanga chokwadi haanetse murume wangu . Nekunzwawo ma problem evamwe ndakangoti zvisati zvauya kwangu regai ndiite.

[05/05, 19:24] : Kana achida ndimuregerere tete ngatiende nenyama iyoyo kwa babamudiki vake veku waterfalls munin' ina wa baba vake vakadyawo roora yangu onovabikira pork ndakatarisa ichinhuhwa beche kudaro vakaipedza ndodzoka naye kumba . Ovaudza zvaaita ega pasina izvozvo maya ndonzi sinyoro ini .

[05/05, 19:24] Ndine 25 yrs tete ba D***** ane 30

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp