Aunty Rhoda NaSekuru Mbambamba: Men's Secret Chat About Ma****ji

Hello vazukuru-kadzi vedu. Pane zvinhu zvatinombotaura tichikudzidzisai kuti muzive zvemumba.

Apa tati tikunzwisei zvinofungwa nevarume vakasiyana pamusoro pezvidhori. Varume ava havanamate saka zivai kuti havasi varume vese vane mafungiro iwaya. Zvatingade kutaura ndezvekuti iwewe usazviise under pressure kana usingazvide or wako asingazvide. Fara nezvawakasikwa nazvo naMwari asi kana uchizvida unogona kudzidziswa naTete zvotoita. Verengai munzwe zvavaitaura:

Hello gentlemen nyaya yevakadzi vasina mat**ji iyi moionawo sei should we let the cat out of the sack to our wives coz veduwe plain buri harisi kuita so?

Makutsvaga rufu admin vakadzi vanedzimwe nharo dzekuti unoshaya chawazvitangira, unoudzwa magara moyo kunzi enda kunevanawo.

Men's Secret Chat About Ma****ji
Men's Secret Chat About Ma****ji

Hanzi kumaita kana kusamaita magara mongobuda madzimai ava, haazivi kuti anotowedzera mamarks mat**nji iwayo seni hangu ndiwo andotobudira madam zvese bhoo asi kana wakuvakwira kabu*i kacho kane kakungobhowa so mache*de anenge achirohwa nemhepo ese aya munhu unotoshaya kuti vamwe pavaidhonza aiitei?

Kkkkkkkkk ini vekwangu ndakavati zvosemesa izvi handitozvide coz tatichiri murudo zvaizoita here amana kuudza beb rako kuti ndomada ini apa harina kkkkkkkk ndokutoti uve nepeace mumba mako wozongotevagawo anawo womuita permanent girlfriend kana kutozomuroora cz haa gomba rinemati*ji zvinhu unonyatsonzwa kuti wak*ira pano ummmm ndabva ndami*a.

Zvakazonzi namadam ndezvekare izvi ndakangoti nechemumoyo mai iyi ka zvekare kudii yagova technology here, kunge chombo chaLobengula neyangu zvakasiyana.

Ini wangu ndakagara naye pasi handina zvinoenda kure bva ndamuti beb dhonza izvi akatotodhonza now ravawo be***** not chiweti chemwana arigrade 7 shuwa shuwa mkadzi mukuru? Ini handihure zvekumhanya chihure ichi hachibhadare, neikaona zvandaona I try it on my wife kudya chaiko ndakatomuti ngatimbodyanane bva tatonakirana.

Lucky rawakaita is wakawana mkadzi anoteerera zvedu zvingongongo izvi kutaura kupedza nguva unotamba ikurira kuti mumba muite runyararo, ini ndakataura yekudyiwa iyoyi munhu akanditi endai munodyiwa nemahure enyu ajaira kukudyai apa ndandisati ndambodyiwa, mati*ji kudovati dhonzaiwo hanzi mongobuda muchiasiya muchitoenda kune asina wani kuti anofamba akaiswa pahuma here hantie unotozoona kuti zvairi nhamo watok*ira? And hapana paucharega kuk*ira remahara uchidzokorora hako paburi kkkkk

Vakadzi vazhinji vakatodhakwa amana munhu hana d*nji haende kubasa haana kunaka kumeso pamuromo haaa unobva washaya kuti ambori wei dai vakangoisa mtemo kut hapana anosvika 20 asina mat*nji.

Aaah kkkkkkkkkkk mumba ingoita zvinoita uve safe kana wawana asina mutsigire chaizvo afare itoti handimade anosemesa anonhuhwa wozongotsvagawo ka side dish kakazadza bhrugwa cz vakadzi brain dzavo dzakapusa so unongomubelievisa chete mumba munoita mfaro.

Ini hangu handitomazive ndongoanzwa mukutaura nevanhu so asi ndikudawo kunzwa zvotaura vanhu coz pavarume vandotaura navo vese nyaya idzi handisati ndambonzwa anoti haamadi kureva kuti mukudya namambo-ka varume imi?

Kuti handimade zvotaurwa kuvakadzi vasina chete wanzwa here muzukuru, ukayerekana wazvitaura kumunhu asina ihondo iyoyo saka ita kapuri kake kasingaputire ma***ende uchimutsigira wozonoita hako gomba kwaro out zvitori nani than kunyimwa kapuri kacho.

Honaiwo zvotaurwa nevarume about mati***. Remember the majority of these men havanamate but we wanted you to have an idea of what they say.

Let us discuss this vazukuru!

Tapedza!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp