Witch Testifies, "Mwana Wandakatadza Kuroya!"

WITCHCRAFT CONFESSIONS


“Wakadii Mike (Pasi) ini ndiri muroyi. Huroyi hwangu ndewekupa vana chirwere che asthma kana vachiri vaduku ndinopa vehukama chete. Ndinoti kukanzi kwazvarwa mwana ndinomira kusvika bvudzi rake rakura asi risati ragerwa. Ndozoenda ndakuziva kuti bvudzi rabuda.
Witch Testifies, "Mwana Wandakatadza Kuroya!"
Witch Testifies, "Mwana Wandakatadza Kuroya!"

Pandinombubata paya ndotora kabvudzi kemwana kadiki ndokaisa muruoko ndobuda kuenda kutoilet kana kuitchen ndokaisa mupurse mangu.Kana ndasvika kumba ndosanganisa nemushonga wemuti wehuroyi ndodeketera kuti mwana aite asthma anobva atotanga kuiita ichiwedzera achikura. Bvudzi ndomonera pakajira katema ndonorasa mumwena wemajuru. Mwana wacho haarapwi nemumwe munhu chero akaita sei kunze kwen’anga dzeushomi asi hadziwaniki njee.

Mwana andakatadza kupa asma mwana weimwe mai inopinda imwe church zvakaramba.Ndakatora bvudzi remwana wayo asi bvudzi racho pandakariisa pakajira kajira kaitsemuka. Ndikaramba ndichiedza pandakaedza kechitatu ndakadonha ndikafenda pandakamuka ndakaziva kuti ndikaedza futi ndaigona kufa ndobva ndasiyana nazvo”

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp