ZVINOUDZWA MWANAKOMANA KANA AVE KUROORA:




MuNhanga YeVasikana & MuGota Tips


My name is Mike. Mike Pasi.


1. Don't ever cheat on your wife.Usafe wakahurira mukadzi.Kuhura hachisi chi guy.Kuhura haisi natural thing for men. Kuhura kushora mukadzi wako awakada.Kumuudza kuti haana kunaka zvaunoda and haanake. Kuhura kutaridza kuti pfungwa dzako hadzisati dzave well-developed, pauri nepamberi paMwari. Kuhura kusatya Mwari. Kana uchihura you are killing all respect for you from mukadzi wako.She might not leave but her heart from then on will be closed. The greatest question to ask yourself is: Ukahurirwa iwewe unonzwa sei? The greatest rule to remember : Treat others just as you would want to be treated


2. Ida amai vemukadzi sekuda kwaunongoitawo wako.Nayewo akazvarwa.Nayewo akarerwa. Vabereki vakangotamburawo sevako. Kuenzanisa is a sign of maturity


3. Kana wabata mari rongai yese pamwe nemukadzi.Ndizvo zvinoita murume chaiye.


4. Mukadzi haarohwe.Kurova mukadzi kubvuma kuti pfungwa dzapererwa. Kana anetsa, kunzwa nekunzwisisa kwaramba, chimbomudzorera kwavo

Father and son


5. Kana wabata mukadzi nechikombaa, hazvina zvazvinokupa mudikani kumurova kana kuuraya chikomba. Woendera mujere 15 years  pfambi here nhai mudikani? Uchiti uri kuitei? The moment you see her achiita izvozvo, that moment your brain must transfer her from a wife to a prostitute and kana yave pfambi, you wont waste time nor risk jail for pfambi.Iyi ndiyo inonzi finesse. The art of beating circumstances. Usazonzwe vaya vanoti kana ukabata mukadzi that moment pfungwa dzinoruza and hazvidzoreke. Mutongi haazotarisi izvozvo.Pfungwa dzinonodzokorodzana wave  mujeri and wakudzoreka manje.


6. Kana uri kudya elsewhere zvekuti hauchanodyi kumba, fonera mukadzi first asati abika. And don't eat out wega more than once per month.


7.Kumbira ruregerero kana watadza.It is not a weakness. It is a strength.You draw your wife closer to you.


8. Kana wakamuwana ane mwana wake, ida mwana wake kukunda iye. She will do wonders for you and you will drown in her love.


9. Usatongerwe imba natete or naamai. Be a man. Mukadzi ndewako. Haana kuroorwa natete kana na amai vako. Dai aida zvekutongwa nevamwe vakadzi akangoroorwa nemumwe mukadzi.


10. Kana uchichiva zvisikana zvakapfeka mamini, matrauzi, mambambamba, allow your wife kuita saizvozvo. The bitchy nature of a married woman is sweeter than the bitchy nature of loose women. Nyatsochibata ichi…nesimba.”Huhure” hwemukadzi wako kwauri iwewe mubedroom menyu hunonaka kukunda huhure hwehure chairo.


11. Kana mave pabonde, bvunza mukadzi zvaanoda kuitwa, paanoda kubatwa, makoirirwe aanoda kuita, depth yekupinda kwenhengo, speed nezvese. Hakusi kusazivaba.That is being selfless and striving to make your wife enjoy.Allow her to be herself. Don't ask mukadzi kuti wakazvionepi?  And you will have the best sex life ever.


12. Once in a while huyawo nekacholocate kumba,once in a while tengerawo mukadzi wako zvese from ma pads, bhurugwa, bra ne make-up yake.Madzimai are creatures of feelings and their feelings are aroused and captured by these small things


13. At least three times a day, udza mukadzi wako kuti, "I love you", "Ndinokuda" When a woman hears those words she dissolves and enjoys your company and sex 12 times more.


14. Chimboita misi miviri yaunoonera bhora pamba nemukadzi wako. No kumafriends, no kubhawa, no kuhotera.  Mumba mako imomo uchiona Man U yako or Madrid yako or Barca yako. She feels so loved.


15. Always remember kukwesha mazino usati warara. Kugeza usati warara. Always. Always make sure boxer rako rakachena pakati pemagaro usati warikurura. Kana risina wacha wega please.


16. Always pray with your family before going to bed and walking out of the house.


17. Avoid kuroora madzimai akawanda nekuti wakubata mari. Normally ndiko kupera kwemwari yacho ikoko. Stick to mukadzi wako iyeye akakuda usina kana chipeneti.The Lord will bless even more.


18. Avoid kuroora woti mukadzi newe mugare pamba pevabereki. You need to be you. She needs to be herself with all her freedom. Avoid unncessary conflicts pakati paamai vako nemukadzi wako by staying in one house or one place.


19. Usaise password paphone please. It takes away all trust and blocks love.


Zvimwewo zvaungataure ndezvipi kumwanakomana?


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.