Une Password Pafoni? Wagona, Ko PaZip?

Kuchengeta phone kudarika marriage. Mumakombi umu ukatarisa mafoni akabatwa unoti pamwe inodyiwa....


Fon inenge yakapfekedzwa zvinoyevedza. Yakaiswa ma screen glass kwanzi isaputsika but marriage irikuputsika. Yakachena ichipukutwa pukutwa but mu relationship mako mune tsvina....

Fon inogara yaka loader airtime but marriage yako iri empty...
Une Password Pafoni? Wagona, Ko PaZip?
Une Password Pafoni? Wagona, Ko PaZip?

Ma power bank ekuti phone isapera moto but marriage haina powerbank...Dai Mwari vatibatsira tagona kugadzira ma relationship edu sezvatinoita ma fon edu. Muma foni umu tiri kuita make sure kuti hatidi kusara but ma marrage edu akasara....

Kuita make sure kuti ma software agara ari up to date but ma relationship haasi up to date... Chimbo updatawo application yerudo mumba mako, update your marriage sezvaunoita fon yako Mwari vatibatsire.

UNGAITE MAPASSWORD MATATU, 3, KUTI VANHU VASAVHURE PHONE ASI MAKUMBO AKO NEZIP YAKO HAINA PASSWORD??? NGATITYEI MWARI!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp