Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: MaRounds!

VARUME, let me tell you something. Panyaya yemarounds apa pane misconception. A very big one.


Varume vazhinji munotarisa marounds makatarisa the number of times dzamatunda imi. Ukanzwa munhu achiti haaa ini ndinorova 3 rounds, ini 6, haa madam ndakavapa 4 rounds etc anenge achitaura marounds ake iye, that is, number of times dzaatunda iye. That's so wrong.

Marounds ngatimaverengei takatarisa ku number of times dzatunda mukadzi. Please nyatsopabatai ipapo. Ukarova eleven rounds iwewe or 14 or chakati ,uriwe uri kutunda chete mukadzi asiri kutunda, hauna zvawaita.Hauna round rawaitaba. Zero round.

Chinonzi round kurara mukadzi kuti mukadzi atunde atundazve. Its a taboo kuti mukadzi atunde kahwani. Imhosva kuti atorege kutunda. It's a crime against humanity. Mukadzi anofanira kutunda atundazve muround rako hwani iwewe. And usually just one round is enough for you men.

HOW?

Learn to control yourself. Usakurumidze kutunda mufirst round. If you can't control yourself the surest way yekunonoka,(pachirume tichitaurirana) ,idya tuginger netugarlic,cheese ne raw tomato. Tsvimbo inomira varume iine huturu but haitunde nekukasika
Rudo

Chibata mukadzi my dear kusvika akuchemerera nekubatwa hukadzi hwakuverera hwega.

Musiye auye padenga okoira iye. Vakadzi vazhinji vanotunda napo heavy. Kana atunda ngaarambe irimo. Ozongatanga futi kusheka-sheka magaro inomira futi ipapo ipapo.

Ngaakoire futi kusvika atunda.

Iwe wochizouya padenga manje haaa ,anotunda futi.

So, that is one round rako iwewe. But that is 4 or 5 ma orgasms mukadzi wako. That is 4 or 5 rounds.

Murege nhasi kuzvirova matundundu nhema. Handitika. Thank you. Sugar hairegi kunaka nekuti hausiriwe wakaivhura.

Ziva maisiro kuti itapire zvaunoda... Ndatenda hangu NYAYA YACHO MAIBATA KAA mave vanhu vakuru imi.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp