Common Social Mistakes, Usashandiswe Sechombo...

COMMON MISTAKES IN LIFE


(1) Usabatsirane nevanhu pahuwandu hwavo kuvenga munhu asina chaakakutadzira.

(2) Usashandiswe sechombo kurwisa munhu asina chaakatadza.
Common Social Mistakes, Usashandiswe Sechombo...
Common Social Mistakes, Usashandiswe Sechombo...

(3) Usavenge munhu nekuti anovengwa neshamwari yako.

(4) Usakurumidze kuwirirana nemunhu pakushoropodza chinhu chakanaka nekuti varipo vanhu vanongoda kushoropodza chese chaitwa nemumwe nekuti anenge achiti dai chakanaka chese chaitwa naiye.

Jesu wakatisiira murawo mutsva, wekuti tidanane. Let's all watch the Devil's tactics among us and avoid him.

Muve ne zuva rakaropafadzwa

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp