China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Nyaya Dzekukumbira!

Varume nemadzimai ndauyawo nenyaya yekukumbira nekukumbidzana. Umm ini handikurudzire hupenyu hwekungokumbira. 

Don't get me wrong, I'm not saying musakumbira zvachose, but please make it minimal.

Vanhu kadzi just have your things, you know midziyo yenyu or yamunoda. Buy the cheapest possible for you than kushaya zvachose. Please start saving for or buy one-by-one your hair kit, facial kit, kitchen kit etcetera until zvakwana. I just want you to know that vanhu vazhinji vanokupai asi havasare vachifara. Mugoona kana makwereta nail cutter yacho you don't bring back. It's bad manners kugara nezvinhu zvisina kukwana muchimirira kukwereta. Imi motadza kuwacha nekuti vekuseri vakunyimai dish rekuwachira? Vanhu vanokupai nenyadzi asi havadi havo...you loose respect because of that.

Vanhurume, gents, we know our tools very well you know what you need and use on a daily basis. Please go and buy izvozvo first. Now mwana wako akaonekwa kunext door they ask him first kuti watumwa chii? Uudze Dad kuti vagondivigira hummer yangu hombe nediki yacho. NO NO NO let's not do that. Basic home tools are cheap buy in sets or one at a time, you can afford it. Matools murikuawana nekunyarwa and vana they are embarrassed on daily basis uchivatuma kunokwereta a bicycle pump chaiyo inoita $2 kumaChina.
China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Nyaya Dzekukumbira!
China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Nyaya Dzekukumbira!
Sometimes we use money zvimwe zvisina basa sterek but ladies and gentlemen most of these things tikatenga togara nazvo for a long time. Imagine if you buy a mirror?...its something that can spend you a lifetime riripo zvaro. A Saw can also last you three life times. Let's buy necessary things for us tisakwerete mugoti, dombo rekugezesa kana brush rekupolisha boots shuwa?

Kana tikararama nekukwera these simple tools vana vedu vanozosarawo nei nhai? Ko avo vanenge vachidzidzei, that our blood line can't buy even a simple accessory?? NO NO NO, lets make it a habit to buy things for ourselves tigare nazvo mari yedu inokwana if we manage well.

Imwe nguva torima ruvengo nekuda kwekuti vanondinyima demo ravo, or kutoita makuhwa kuti nhasi vandinyima banga ravozve, kuti rinoshamisira chii?? Well, rinoshamisira because iwe hauna banga racho. Sometimes toita kuti zvinhu zvisina basa zvishamisire tisu, vana vachikura vane low self esteem nekuda kwekutenderera nemisha yevanhu vachinyimwa simple things we can afford. Guys please itawo something you own even if its small...hauna hako mota asi kana wapinda mumba mako wakaneta you won't walk around dzimba dzevanhu kutsvaka chi comb che Wig yako iyo. I'm serious before you buy ice cream or a single beer just think about something that last...just make it a habit to sacrifice a beer or ice-cream for a simple accessory in your collection...only once a month. If you don't have a collection, why not start today? Just identify something simple chiri necessary to you or your family's daily use and start with that.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp