Aunty Rhoda: Madzimai Okurukura Kuti Vodii Miiri Idziye

 [05/15, 13:48]  [07-27, 16:28] ‪: Munhukadzi akatonhora bonde harinakidze

[07-27, 16:28] ‪‬: Zviweti zvikanyanya mvurazve yangove hlapu hlapu kunge njombo mmmm

[07-27, 16:28] ‪‬: Vamwe muchisangana nana baba ingori bhubhu bhubhu kubudisa mweya

[07-27, 16:28] ‪‬: Umwe kuvhura gumbo hwema kutu fish yega yega

[07-27, 16:29] ‪‬: Ngatitangei neye bhubhu iyi

[07-27, 16:29] ‪‬: Ascana pfekai ma cotton panties moisa ma panty liners kudzivira mhepo

[07-27, 16:29] ‪: Zvenyu zvema G Tambo izvi mhepo inopiti pidzana wanike yangove bhubhu kwese kwese

Mubatanidzwa WeMadzimai

[07-27, 16:29] ‪‬: Ukapfeka full pantie yako during the day manheru wotamboriser hako

[07-27, 16:29] ‪: Mhepo inoita shoma hauzofeme nekwese nekwese

[07-27, 16:29] ‪: Ini zve jira handizvigone asi pantyliner rako pfee zvaita

[07-27, 16:29] ‪: Munhukadzi idya ginger in the morning

[07-27, 16:29] ‪‬: Tea ine ndorani inobvisa mhepo zvakare

[07-27, 16:29] ‪‬: Vamwe vakadzi hamugone kugara mushe munogara beya mhepo inotutirana zvekare

[07-27, 16:29] ‪‬: Vamwe pano hamuna kana tight chairo 

[07-27, 16:30] ‬: Ngatichiendai pane vakadzi vanotonhora

[07-27, 16:30] ‪‬: Kuti unzi mukadzi anoita pabonde kudziya

[07-27, 16:30] ‪‬: Some women are cold by nature

[07-27, 16:30] : try this remedy unonotodikitira

[07-27, 16:30] ‪‬: Two cups of lemon juice

One cup honey

[07-27, 16:30] ‪‬: Grated ginger 5 tablespoons

[07-27, 16:30] ‪: Boil until thick

[07-27, 16:31] ‪: Wodya kuseni nemanheru

[07-27, 16:31] ‪‬: Unopisa wega unodikitira

[07-27, 16:31] ‪: Tea cup

[07-27, 16:31] : Also madzimai musatsike pasi pa floor

[07-27, 16:31] ‬: Munhu itawo ma morning shoes nemasokisi makuru aye wopfekawo

[07-27, 16:31] ‪‬: Floor inotonhora unopindwa nechando

[07-27, 16:31] ‪: Makuseni ukageza paye zora Vaseline pasi petsoka wopfekawo twuma secret socks waenda kubasa

[07-27, 16:32] ‪: Manheru wageza paye wozora Vaseline wopfekawo makuru ako wodziyirwa

[07-27, 16:32] ‪: Mvura kuzasi uko idyai ginger and garlic twice a day

[07-27, 16:32] ‬: Also pakugeza paye gezai nemvura inotonhora ine apple cider vinegar

[07-27, 16:32] ‪‬: Mapedza mopukutawo until dry munhu ita ma towels akati wo ooh 

[07-27, 16:32] ‪: Ukasiya kune hunyoro ndipo kuzoita infection because bacteria breeds in moist conditions

[07-27, 16:33] ‪‬: Ukaitawo wiwi pukutawo until dry

[07-27, 16:33] ‪: To avoid kudhamba dzidzaiwo ma kergel exercises kana uchiita weti usangoti chororo kunge chidhakwa

[07-27, 16:33] ‪‬: Unoti itei wosunga itei wosunga until wapedza

[07-27, 16:33] ‪‬: Zvinodzora Salisbury

[07-27, 16:33] ‪: And learn to do it even muchiita bonde kusunga baba unotengerwa gumbeze😂😂😂

[07-27, 16:34] ‪‬: Vanozhamba baba ukasunga kudaro

[07-27, 16:34] ‪‬: Once in a while isai mvura inopisa mubucket wochekerera king onion wogarira

[07-27, 16:34] ‪‬: Hot steam inopinda muchibereko for those vanorwara or vanorwadziwa

[07-27, 16:34] ‬: During sex

[07-27, 16:34] ‪‬: Zvinobatsirazve pa bhubhu

[07-27, 16:34] ‪‬: Pakunhuwa kunge fish madzimai mukaita bonde musapukute morara

[07-27, 16:35] ‪‬: Hazvitore ten minutes. First you sit down pa chamber woita kunge ukuita wiwi kubuditsa huchururu hwababa huye

[07-27, 16:35] ‬: Tore cold water yako geze geze

[07-27, 16:35] : Dry it and go back to bed feeling fresh

[07-27, 16:35] ‪‬: Even ukazoda kuita second round kunenge kuri fresh and tight

[07-27, 16:35] ‪‬: Kwete rembu rembu kutsvedza

[07-27, 16:35] ‪: It puts a man off

[07-27, 16:36] ‪: Manheru paye ukageza put roll on muma side mezvidya umu kumaside kwe punani munhuwirirewo

[07-27, 16:36] ‪‬: vemazuvano makuda kudyiwa idyai 2 slices of pineapple and strawberry yogurt in the morning and evening

[07-27, 16:36‬: That flavour iyoyo inobuda kuzazi uko and the smell

[07-27, 16:36] ‪‬: Musazoti hamuna kuudzwa

[05/15, 13:48] +263 77 361 6237: MAREMEDY EKUTI MUVIRI UDZIYE 

Iko zvino wakuzopisa muviri kunge heater manje. 

1.½  cup honey 

¼ cup lemon juice

3 tablespoons fresh gingerz(tsangamidzi)

Virisa wonwa

2.½ cup crushed fresh ginger

1 cup milk

1 teaspoon honey

1 teaspoon cinnamon powder

Warmer mixture iyi zvakanaka wonwa 60 minutes before bonde.

3. Ndorani-isa muporridge kana mutea.Muviri unoita kuti koo kupisa and nemhepo mumuviri inotiza

4. Zumbani isa mumvura inodziya wonwa kwapera maminetsi gumi 

5. Munhitii- muti unoita tumaseeds tune tumaziso twered so nekaspot keblack.Vamwe vanouti mukamba.Unonwa makwati awo kana mashizha, temperature inokwira bad

6. Murumanya-unouwana pamisika most times.I have seen it paMbare nepa Sakubva Musika. Ukaushandisa unopisa

1/4 teaspoon powder 

7. Matukutu- unotsenga makavi acho.

8. Warm soya milk cup put ripe spots banana drink before bed 

Soypower –ine zinc nemamwe ma elements anodzinga mhepo and inobatsira chaizvo kuti muviri upise

9.Ginger and garlic, this one is highly charged. Unodya three-six ma cloves eginger wakunorara manheru ne chipisi cheginger. Kana usingade smero yegarlic unocheka-cheka tumapisi-pisi woisa mumvura inodziya woita zvekunwa senge mapiritsi. Makuseni nemanheru uchidaro.Uchaona mumwe musi waunotanga kusweater wakarara.Zvako zvinenge zvaita my dear.

10. Kana wakurara zora viamin e oil or peanut oil mumaoko ako Makumbo nepasi petsoka wobva wapfeka masocks. Usatsike pasi netsoka kunyanya pamatiles or cement.

11. Gara usina kupfeka monera jira kunge napkin remwana

12. Idya zvikafu izvi; whole grains,cumins, bananas..hope it will help someone Home  remedy 

LADIES, IS THIS TRUE?

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp