Aunty Rhoda: Kugeza KweMukadzi Chaiko

MADZIMAI READ THEN SHARE TO OTHERS LADIES GROUPS: Munhu wemkadzi anofanira kunhuwiririra at all times.kugeza uchiota, glowing skin, beautiful soft skin hakudi mari kana.Kune vamwe vanhu vakaita kunonzi kutindivara.

No offense but it's true. Vamwe unonzwa achiti hee aku bleacher anga asina kumbodaro. Kana usati wakunyatsogona kugeza hauzvinzwisise.
Aunty Rhoda: Kugeza KweMukadzi Chaiko
Aunty Rhoda: Kugeza KweMukadzi Chaiko

Tine ma skin types akasiyana siyana edu isu vamwe anotoda extra effort. Kozoti vamwe vane rombo rakanaka vane skin yakangonaka naturally.

Here Are Some Tips:

1. The secret is ziva facial washes, sipo,bath gel, mafuta anowirirana neganda rako. I'm sure we hv all tried different products by now u knw ganda rako rinodei.kana richiwirirana nevaseline or grease haikona kunyara kuti ndozora vaseline hazvibatsire kungoshamisira nemuromo kuti ndozora Nivea iwe ichikusiya wakaumbuka kucheneruka chaiko. Camphor yedu iya yegreen inopisa skin unoita black chaiyo ikakuramba ndananga iyoyo cz vanhu vanoida zvekuti.

2. Hapwa always shaved, stonyeni always shaved. Fingernails and toenails well kept.

3. Magezerwo ekumeso It's a lesson for another day today let's concentrate nebody.asi tiri ipapo kuseri kwenzeve ngakugezwe daily ndava kunonhuwa zvekuti uchidzika nehuro iyi.

Dira muviri wako wese mvura wotora sipo yako like we said inobvumwa neskin yako , vamwe sunlight chaiyo yekuwacha iya inovabvuma. So unozora sipo straight pabody all over. Sipo haizorwe patauro unenge uchito waster and paunozogeza inenge isisina power rangova furo, sipo yaperera patowel.

So sipo unozora straight paskin, muviri wese, huro hapwa, pasi pemazamu,pakati pemagaro kusvika kutsoka etc, except kustonyeni. Wapedza kuzora sipo start massaging muviri wese for about 3 to 5mins or kusvika wanzwa kuti muviri wangu wese wanzwira sipo or body wash yako.and unotoona tsvina ichibuda.

After that Wochitora dombo or glove or chisaga chako chema orange or tauro wotanga kukwesha muviri wese. Hapwa idzi pasi pemazamu, ngaakweshwe, pakati pemagaro unonyatsokotama wokesha zvakasimba daily. Tsoka dzinenyaya futi dzinoda attention kukwesha chaiko pakati pezvigunwe apo. Wagutsikana,rinse yourself kubisa sipo netsvina yese. Wadaro tora futi sipo or body wash shoma nene this time.wozora futi miviri wese wongopupuma mbichana massaging quickly for a minute or less then rinse yourself thoroughly with clean water. I promise u unoswera uchinhuwirira kascent kesipo yako and unoona ganda kutsvedzerera nekupenya.

Wapedza body tora clean water isina sipo preferably cold wokotama wogeza stonyeni, stonyeni haigezwi nesipo ndapota, just clean water sipo inokuvadza stonyie and causes infections and bad odour.

4. Wapedza kugeza dry yourself kusvika waona kunyanya stonyeni.itozora hako mafuta usati wapfeka pant kuti unyatsooma pakati pemakumbo ,stonyie and kumudhidhi.Usapfeke pant usina kuoma hunyoro hunoenda papant and it later smells. Unoswera uchinhuhwa hunyoro.Same goes for hembe dzinoda kupfekwa waona.

Back to kuzora mafuta. Mafuta anozorwa on every part of the body, and anoenderana neskin yako , zora zviri evn netsoka netsoka. Munhu shandisawo mabody oil aya anozorwawo mazuvano kuti skin yako itsvedzerere nekupenyererawo .unozora mafuta uchiita seuri kumassager skin.

5. Put on roll on, stonyie yàoma mwaya tubaby powder mbichana padenga pestonyie panomera choya paye ,evn on your body mwaya futi mbichana. Put on panty liner rako.wochipfeka hako hembe , then other perfumes etc.

6. Bra do not wear more than 2 days

Pant change daily after every bath

Skintight yemukati do not wear for more than 2 days.

7. How I wash my pants..I wash daily pandinogeza but weekend or pandawanira mkana, I take ese andakawacha after bathing aye soak them musurf ndotowacha sehembe kunyatsokwiza especially pakati. Ndosukurudza mu sta soft ndoyanika panze pazuva chaipo ecotton ndo ironer. 

Reason is mvura yatinowachisa after bathing is not so clean and tinenge tichimhanya mhanya robva rayanikwa pasi petowel hariomi mushe cz no light. 

Ndinowanzozviita pasina vanyarikani kuisa paline chaipo panze amborohwe nemhepo nezuva kkkkkk .

8. From extra glowing skin isa soda or salt yemagodo or bath salts mumvura yekugeza about twice a week.for those who cannot afford foam bath netumwewo twekugezesa tusingaperi.

Forever smelling nice pussy, use lemon kugeza stonyie unosvinira lemon mumvura yekugeza stonyie. Unopota uchimwawo ginger,garlic, everyday kuseni. Garlic and ginger also helps to suck mvura dzinobuda kustonyeni. Stonyie inonhuwirira iyi kana ichibatwa mushe. Change panty liner hauswere ne one day rese ka and siyai nyaya yekupfeka zvinhu kustonyie.

Hapwa dzino sweater a lot use soda, u make soda paste wopota uchikwesha.

Add your tips mumacomments or zvandasiya mowedzerawo.udzaiwo vamwe mahome remedies enyu ekuti munhu ageze achionekerawo.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright:
Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp