18+: Mukadzi Wangu Haambo******: Read Responses From Others

Question: I am a born-again Christian and married for 13 years. Ndaitawo dambudziko kuti mukadzi wangu haambobatirire, kuchemerera kana kuitawo chikapa.


Responses from ladies:

Ini handichaziva, ndibatsireiwo pfungwa dzinomboti nditsvage wekungorara naye kunze asizve ndinotya Mwari. Ndizvo here kurara kwacho pakunamata or ndini ndisinganake?

Ndaamuudze zvaakuda kaaa kumuudza kit Bae lets try new things kaaa omudzidzisa kuti zvese zviriko mukunamata
18+: Mukadzi Wangu Haambo******: Read Responses From Others
18+: Mukadzi Wangu Haambo******: Read Responses From Others

Kune varume vanoita kuti mukadzi apedzesere avenga bonde racho nekamu itiro kavo, saka munhu end up akungoita as a duty pasina kana chaari kunzwa. Saka baba musati maita dzungu rekuenda kunze check yourself first.

Pamwe haatozive zvekuita kana kuti obata papi.pakuzochemerera apo uuumm akutoda kuturikwa makumbo nemaoko nekuti chero munh asina magetsi panekamwe kaangle kekuti kakasvikwa unorira chete

amuchatsvaga wekungorara naye moona asiri kuchemerera futi ndopamuchaona kuti live wire haisi kusvitsa moto

Kkkk kana zvichifaya kubatirira kana kuchemerera hakutumwe munhu.Magetsi haas kusvika pamwe

Muka garoita zve chop chop motorova ngonono haaaa hapana kuchemerera kana kubatirirwa kungaitwe. Take your time kaaaa mofambirana pabodzi kwete kungo mhanyisa bhora mberi

Udzai mukadzi wenyu zvamukuda kuti aite, mudzidzisei chikapa Chachi kuti choitwa sei.imi momubvunzawo kuti ndizvo here zvandikuita,zvichida Hana chaari kunzwa.kkkkk

Ndiwe usinganake hidey

Pa 13 years maakuzviona nhasi ndaona mai Ava vanzwa nayo nzarandava getsi rikasvika munhu haatumwe kubatirira zvinongozviita

Responses From Men

Mangwanani akanaka kwemuri.Akazviziva sei kuti kune vanobatirira nekuchemerera?

Kkkk kana uchiswera wakaisa mai vako kana sisi vako pa status wakatii miss mom and love you so much my sister don't expect that response when having sex with your wife

Sex yekupomba wega hainakidze moreover akazononoka kupinda mu mood unokuvara .

Sure munhu haafanirwe kuzongoita kunde danda panodawo hvy action

Kana unekadora don't expect much panhau dzekuchemerera nekubatirirwa.

Foreplay plays a major role pakunakirwa kwemukadzi, farirai kutamba nevakadzi venyu.

Mmmmh guys, musakurumbidze kutunda rovawo 15-20 mins or more uchisandura munhu wako.

Tunda kana iye atunda vamwe havazozvide zvima dambarefu iye asotunda kare

Vakadzi vanoda kudhandwa.

Boiz hapana munhu akashara size. Saka mukut vane diki vogara vachichema here..?? Ko vanoti size haina basa vanorevei

Bishop's/ Marriage Counsellor's Response: Good people the greatest weapon in the sex act is not the private organs but the mind. no matter how beautiful or powerful you are, if you do not win your partner's brain you are about to hit another sex-non-event! Spend the day exciting your spouse with "graphic expectations" by speaking your spouses' love language. Communication is next, discuss sex just like you discuss soccer, with your spouse. Ask what she likes and also allow her to speak without intimidatory language, "makazvidzizdepi, zvemahu*e," etc. Take a lot of time in foul play and wait until your wife invites you to get in. Once in work on your wife till she reaches orgasm then you can also release your climax. Do not watch porn and never cheat, honour God with your body and marriage, taramba chihu*re, varume, mukadzi wako ndiyo nyika yako!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp