Zvirimudzimba: Kuvarairwa Mumarriage.

Ndauya kuzobatsirana nevakadzi zvese ne varume. Munhu wese mumarriage ngaaite duty rake hakuna chinorwadza kuti mukadzi anooma musoro kunge gakata anzi nemurume ndibikirewo tea.


Vakadzi tazara nemweya wekuti kubikira murume tea kuitiswa or kupfugama kuitiswa. Hakuna murume asingade respect hamawee unopfugamira mufundisi asi murume unomupa sadza wakamira kunge giraffe rine mimba yenzou.

Kune vakadzi vasingamuke kuseni kuitira murume breakfast anomuka akavata sezvinonzi dzine mashares naRazaro akamutswa naJesu muka uitire murume usavarairwe wozoyeuka bako wanaiwa. Muka mangwanani unless uchirwara
Zvirimudzimba: Kuvarairwa Mumarriage.
 Zvirimudzimba: Kuvarairwa Mumarriage. 

Imiwo varume kugara muri kwindi hausiwo hubaba, kana muri pamba sekaiwo ne madzimai vapeiwo rudo kwete kuseka nevasikana vamoshanda navo kana vemuraini kumukadzi muri shumba chaiyo mukadzi anoda kudiwa anoda kupiwa nguva yake ngaachengetwe musachive vakadzi vekunze pimper mukadzi wako, umude. Rudo rwekare rwakaendepi nhai?

Vamwe kana muzive kuti I love you makaguma rini mumba menyu hamutozive ukanzwa umwe akuti I love you ziva kuti pane chikunyengererwa zvino rungave rudo here aiwa dzokerai mazuva ekare aya.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp