Spirit of Limitation (Mweya weganhuro).

Spirit of Limitation (Mweya weganhuro).



Spirit of limitation is one of the most cunning spirits inofudza vanhu muhupenyu.Mweya uyu unogona kukubata ugotadza kuzviziva kuti wakakugara.

Mweya uyu haukurambidze kutanga kuita chinhu asi haukubvumidze kuti uchipedze zvakanaka.

The are families which are operating under the spirit of limitation.Pane zvaunotoziva kuti mumumhuri medu hapana ane anoita izvi nomater how you may try.

Look around mumhuri menyu uchaona kuti pane kakuganhurwa karipo.
Spirit of Limitation (Mweya weganhuro).
 Spirit of Limitation (Mweya weganhuro).

Mweya uyu unokupedzera nguva uchikutenderedza panzvimbo imwechete.

Unokubvumira kuroorwa asi hamubvisirwe pfuma uye hauchati uye marriage yacho unogara misodzi iri pamatama.

Unobvumirwa kugarawo muchirungu asi uchiroja one room chete kungoitawo 3 rooms mari yatiza.

Unobvumirwa kuseenza asi pay yako inozouya yatopera kare nezvikwereti.

Unobvumirwa kushanda basa repasi uye hausumudzirwi.

Unobvumirwa kupinda murudo asi hauroore kana kuroorwa.

Unobvimidzwa kuvimbiswa asi zvawavimbiswa zvisingazadzikiswe.

Pane panogumira zvinhu zvako.Mari kutoibatawo asi chayinoita hapana.Kutotengawo mota inoita tsaona kana kungofa zvisinganzwisisiki.

Mweya uyu unoubvumira kusaver mari yekutenga imba wobva wavharwa pakutenga imba

Mweya uyu unodzosera kumashure uyu.

Kutoyendawo mhiri kwemakungwa kwakayenda vana vevamwe nanhasi hauna chaunacho wakutonyara kudzoka kumba.

This spirit is very crafty and it operates undercover zvekuti ukapusa hauzvione kuti you are bound by it.

This spirit allows you to commence something but it will not allow you to finish well.

It is a spirit that fights you midway your journey.

Mweya uyu unoita kuti business rako rirambe riri panzvimbo imwechete.

This spirit is so tricky that it allows you to feel comfortable in your situation.

Kana uri wechurch pray very hard to break that spirit.

Command that spirit out of life.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp