Single Mother Huya Pano!

China chemadzimai ndauya zvekare. Ndikuda kutaura nema single mother or rimwe zita rinotenderera muma street rekuti ... Mvana.


Yes pane zvakaitika pauri kuti imba yako ikapararea kana kuti wakangopiwa mwana muridzi wemimba akaramba nhumbu yacho.Ndinoziva munhukadzi wese anoda kuroorwa nekuchata vabereki vodyawo pfuma nekupembera asi pamwe zvoramba wo.Nhasi terera zvibate mudikani chekutanga iva nekukama naMwari wako ozvida iwe pachoko..2)ida vana vako nevabereki vako..3)ozodawo zvimwe wo zvinotevera .. Usati wapinda mu relationship ask mumwe wako kuti tirikufamba sei apa. Tikuita zvekuroorana here, tikuita zvekutamba here, kana kuti tirikungofambidzana zvedu. 
Single Mother Huya Pano!
Single Mother Huya Pano!
ZVEKUTAMBA BODO WAKATOTAMBA KARE NOW YOU NEED A STABLE AND GODLY RELATIONSHIP!

Zvaanenge ataura woshanda naizvozvo kwete kungoti tirikungodanana. Sugar yakavhurwa na someone akabika tea haabva apedza kunaka kwese. Zvoreva izvo anouya anobika tea ne same sugar yakavhurwa kare iya ichingotapira chete. Wakakosha iwe munhukadzi chengetedza muviri wako usangoti zvawava single mother zvoreva kuti life yako yaguma. Unotoroorwa iwe ukatsiga usaite kunge tsime repanzira rokuti wese ada anongonwa mvura imomo kuitwa mupedza nyota zvirambe nezita raJesu.

By Evangelist B Tenhedza
Varume ava ukada kumhanyidzana navo ndiwe unopera zviya zvekuti wanyegwa nhasi na 7am wobva watobvuma ipapo ipapo na 6pm wakutouya wakabereka ka bag ku sleepover siya. Unozvichipisa mwanasikana unoitwa pfambi kabisira varume vanotofonerana kuti kamother kaye kari kuuya karipa nzara. Zvimirire wega sezvawaiita kere usati wanyegwa unoona kuti relationship yenyu inokura sei. Zvekuti uchingonyegwa nhasi magwana mai vangu varwara ndipewo mari neyekuti rent yangu ikushota siyana nazvo iturnoff kumunhu wauri kufambidzana opedzisira asviba moyo iye aida kukurora.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp