SHOKO RANHASI : RUDO KUHAMA NEHAMA

SHOKO RANHASI : RUDO KUHAMA NEHAMA


STAGE number 1

Rudo runotangira mumba , ndiyo first stage , 1Timothy 5 vs 8, chekutanga kudanana iwe nevaunozvarwa navo mudumbu ramai vako , kuda mhuri yako. , Genesis 45 vs 13....15 Josefa akangaachidanana nemwana wamai vake Benjamin zvikuru kwazvo paakamuona vose vakachema nokuratidza rudo sezvavaizvarwa mudumbu rimwe chete, saka iwee unodanana here nevudumbu ramai vako seeavo varume vaviri?, VaFiripi 4 vs 2 Paul unoti ndinokumbirawo kuti Yuwodiya naSintike vawirirane somukoma nomunun'una muna Tenzi, kureva kuti mukoma nomunun'una vanofanirwa kudanana .

STAGE number 2.

Deuteronomy 27 vs 16, chepiri kuda baba vako namai vako vakakubereka ,usavatsamwisa nepaduku zvapo.
SHOKO RANHASI : RUDO KUHAMA NEHAMA
 SHOKO RANHASI : RUDO KUHAMA NEHAMA

STAGE number 3.

Deuterenomy 22 vs 1 Unofanirwa kude hama dzako dzeropa dzose nomoyo wako wose , ukaona dambudziko pangava pachipfuyo chehama yako unofanirwa kuvanebetsero ipapo kuratidza rudo NEHAMA yako.

STAGE number 4.

Deuterenomy 23 vs 15.... Unofanira kuda muvakidzani wako ,uye muranda wake newako ,.

STAGE number 5.

John 13 vs 34, Unofanirwa kudanana nevatendi vaunodzidza shoko raMwari navo, Jesu voti vadzidzi vangu dananai pachezvenyu kuti nyika izive kuti muri vadzidzi vangu.

STAGE number 6

1 Sameri 18 vs 1, Unofanirwa kudanana neshamwari yako nomoyo wese, Jonathan akada David sekuzvidakwaaiita iye pachezvake, atozimupa hanzu kuzadzisa rudo naye., 1Sameri 19 vs 2 Jonathan akaudza David kuti baba vangu Sauro varonga kukuuraya saka tiza , izvizvakazadzisa rudo rweshamwari neshamwari.

STAGE number 7.

Mateu 5 vs 44, Unofanirwa kuda muvengi wako nemoyo wese, usatsiva chakaipa nechakaipa kuzadzisa rudo. 1Sameri 24 vs 3....6, Sauro paakatevera David mubako re Enigedi ,David haanakumuuraya paakakotama kuzvibatsira kunyangwe zvazvo varume vaiva naDavid vakati ngatiuraye, asichaakaita kucheka mupendero wehanzu yaSauro, saka usatsiva kuti rudo ruzare.

IYI NDIYO DZIDZISO YANDAFERWAWO PAZUVA RANHASI KUTI TIDZIDZE NEZVAYO , tarisisa kuti apana stage yaurikujamba here paRUDO rwako semutendi ,

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp