"Ndairojera Mah*re 6": Former Serial Cheater Teaches Men, Lamenting: s

All men read this!


13/03 14:38] ‪+263 78 490: Ini magf ndoita hangu bt moyo wangu unenge uchirwadza handisat ndamborara nemumwe munhu kunze kwemukadzi wangu chete.. ndotishaya kut vasikana vacho ndovadiu

[13/03 14:41] ‪+263 73 365: Haa chihure hachina kunaka ini nemhuri yangu tinotonwa mapiritsi nekuda kwechihure changu kwete chamadam

[13/03 14:43] ‪+263 73 365: Ndaitomboanwira kubasa madam vasingazvizive...kuti zvakabhendera kuleft

[13/03 14:43] ‪+263 77 515: Zvinenge zvichinetsa kutaura hama

[13/03 14:44] ‪+263 77 515: How did she take it

[13/03 14:44] ‪+263 73 36: Vanoda kuhura hurai jeri  randiri kupika nderangu ndega

[13/03 14:44] ‪+27 62 793: Ko hanty ndiwe wakamutanga pamwe atori panzara hake

[13/03 14:44] ‪+263 78 490: Saka waingorova yeke kuna madam uxhiziva kuti chakachaya its nt gud

[13/03 14:45] ‪+263 77 431: Ndakufarira bro u are mature

[13/03 14:45] ‪+263 73 365: Kulocation kumaclinics vanombotora Ropa pamashops anga aenda kunotenga muriwo ndokusangana nevaitora Ropa ndokutorwa wanike positive

[13/03 14:46] ‪+263 73 365: Ndokufenda akazomukira kuchipatara bp yakakwira apa munhu aive nepamuviri pa3months

Whatsapp Messages
Whatsapp Messages


[13/03 14:47] ‪+264 81 320: Mudhara kwanai 🙈

[13/03 14:49] ‪+263 73 365: Pamuviri pakabva pabva ipapo ipapo ..ndakazoiswa ku councling handidi kunyepa  ndakatokanukawo ndakatobvunza adzimai kuty chirwere chakabvepi asi ndaitoziva hangu kuti  ndatoone 8months ndichinwa

[13/03 14:49] ‪+263 73 365: Zvibatei hama dzangu

[13/03 14:50] ‪+263 73 365: izvozvi matables anofizura nhengo haichamire mire  pamwedzi kana ka2

[13/03 14:51] ‪+263 73 365: Chihure chonakidza asi chourayisa ini  ndaikecha vakadzi vandakarara navo bhazi  ndozadza nestanding yacho

[13/03 14:51] ‪+263 73 365: Chandinacho hapana

[13/03 14:52] ‪+263 73 365: Stand chaiyo handina

[13/03 14:52] ‪+263 73 365: Chero yehuswa handina

[13/03 14:53] ‪+263 73 365: Ndakutotanga kuti one makumbo ari kuita chiveve...handichashande mabasa anoda Simba rakawandisa

[13/03 14:54] ‪+263 78 490: Eish its touching

[13/03 14:54] ‪+263 73 365: idai mhuri dzenyu nyika  ndakaidya ikaramba kupera ndini ndakapera

[13/03 14:55] ‪+263 73 365: itai zvinobatika rongai pamwe nemhuri hama dzangu

[13/03 14:56] ‪+263 78 490: Shuwa ndikangoda kuti ndihure kudai after kana 2months mkadzi wangu anobva atozvibata otoudza vamu gf kuti siya hubby wangu apa anozochema zvinondinzwisa tsitsi

[13/03 14:57] ‪+263 73 365: Shame vimbika mapisarema 34vrs 14

[13/03 14:57] ‪+263 73 365: Ngatityei mwari👏🏻🙏🏻

[13/03 14:57] ‪+263 77 123: Go deeper

[13/03 14:58] ‪+263 73 365: Hure harikuudze kuty  ndinorwara iro  rinoti ndakapihwawo ndofanirwa kupawo

[13/03 14:59] ‪+263 73 365: Kupanana nakupasana

[13/03 14:59] ‪+263 78 490: Shame sorry bro saka imi makati chirega ndipewo wyf

[13/03 14:59] ‪+263 73 365: chirwere chakatouya 2017..takaroorana 2004

[13/03 15:00] ‪+263 73 365: But hapana aizviziva

[13/03 15:00] ‪+263 78 490: Bt magona matidzidzisa dai muri mumwe maingosiya takadaro kusvika tawira

[13/03 15:00] ‪+263 78 490: Haaaa inga pakafamba satan

[13/03 15:00] ‪+263 73 365: Pandakanotorwa Ropa ndokuona kuty ndiri positive hazvitaurike

[13/03 15:00] ‪+263 73 365: Ndakashaya kutii ndomuudza sei

[13/03 15:01] ‪+263 77 123: Ko lmimi Pamairova stonyen mababie Aya maipfeka here

[13/03 15:01] ‪+264 81 320: Sorry bro

[13/03 15:01] ‪+263 73 365: Sezvo iye anga atove nacho  kare asi anga asati ave pamushonga

[13/03 15:01] ‪+263 73 365: Hazvitaurike

[13/03 15:02] ‪+264 81 320: Ndokumbirawo link

[13/03 15:02] ‪+263 73 365: Mazuva ekutanga✅but pane parakazoputika ndaive ndisisa pfeki

[13/03 15:03] ‪+263 78 490: Haaa link yakunetsa  ma**nji anozozara muno 🏃‍♀🏃‍♀

[13/03 15:03] ‪+263 77 123: Yaa Saka makaita undilute akoma

[13/03 15:04] ‪+264 81 320: Oky yakabviswa here

[13/03 15:04] ‪+263 78 490: I thnk so

[13/03 15:06] ‪+263 73 365: Yakadeuka hama

[13/03 15:06] ‪+27 62 583: Rakaputika how

[13/03 15:06] ‪+263 73 365: Ndave kutotarisa why forward

[13/03 15:06] ‪+263 73 365: Kudzidzisa imi

[13/03 15:07] ‪+27 62 583: Cuz ini ndopfeka handidi kunyepa saka ndoda kunatsonzwisisa

[13/03 15:07] ‪+263 73 365: Zvakatobhendera kuleft

[13/03 15:07] ‪+263 77 563: this is great brother, ane nzeve anzwa

[13/03 15:07] ‪+263 73 365: Rinoputika riye

[13/03 15:08] ‪+27 62 583: Nenyaya yekushaya romance hre

[13/03 15:08] ‪+263 73 365: Vanoda kunyenga nyengai stereki asi ndiri kuty  kune zvinouraya

[13/03 15:09] ‪+27 62 583: Cuz kuno ndikuona vanhu vachafa chete

[13/03 15:09] ‪+263 73 365: Life z wat u make it

[13/03 15:10] ‪+27 62 583: Ini handina mkadzi ndosaka ndabvunza mkuru

[13/03 15:11] ‪+263 73 365: Ndaitombove nema kombi  iko zvino ndasara ne1 chandinacho hapana Mari ndakapedzera kumahure ndaitoshanda mumine kwamtare imba   chaiyo handina

[13/03 15:12] ‪+27 62 583: Rikaputika unogona kupona hre or once mangogumhana watoonacho whether wakasika kubudisa or wanonoka

[13/03 15:12] ‪+263 77 411: Iri ndiro idi manje.well said my guy.ndopaunonzwa munhu achiti ndakaita mistake, guys kaaa ityai Mwari.cz mazvokuda awa

[13/03 15:13] ‪+263 73 365: Ndaigara full house ndiri lodger mahure ese  anda kecha ndaimu lodgera call house ndomuti unonaka handichada kukuona mubhawa

[13/03 15:13] ‪+27 62 583: Haaa ini zvangu ndezve pano neapo not pese pese ende ndosarudza vanhu

[13/03 15:13] ‪+263 73 365: 6mahure andai lodgera

[13/03 15:13] ‪+263 73 365: Plus my family 7

[13/03 15:14] ‪+27 62 583: Ko apa vanoziva dairai tipone

[13/03 15:14] ‪+263 73 365: Mazuva ano nemapiritsi hazvichaoneke

[13/03 15:14] ‪+263 73 365: Kuty uyu mupenyu here

[13/03 15:14] ‪+27 84 712: Mwari ngaakurangarirei

[13/03 15:14] ‪+263 73 365: Kana akawora

[13/03 15:15] ‪+27 62 583: Ok but yeke yeke handiise handidi kunyepa

[13/03 15:15] ‪+263 73 365: ini ndinooneka but mukadzi wangu haatombooneke

[13/03 15:15] ‪+27 84 988: aaaah

[13/03 15:15] ‪+27 62 583: Ok Zvakaoma sure

[13/03 15:15] ‪+27 84 988: 🙌🏼🙌🏼🙌🏼🙌🏼

[13/03 15:16] ‪+27 84 988: Nhai

[13/03 15:18] ‪+27 62 583: Zvakasangana sangana zvirwere that's why zvichioneka

[13/03 15:19] ‪+263 73 365: Bp ..neHiv

[13/03 15:22] ‪+263 73 365: Stress why mi..hupfumi hwese hwandaive ndaunganidza handisisina ndakutolodger call house hapana   chiri kufamba ..basa mine yakavhara ...kombi yacho haisi kuunza Mari inondikwanira

[13/03 15:22] ‪+263 73 365: Dzimweni dzenguva mukanzwa Madzimai achitaura ngativatererei

[13/03 15:23] ‪+263 73 365: Usazviite handiudzirwe ndinoziva Zvese Mari yacho ndeyangu

[13/03 15:23] ‪+263 73 365: Rongai pamwe

[13/03 15:24] ‪+263 73 365: Chihure hachibhadhare

[13/03 15:24] ‪+27 62 583 8421‬: Yeah sure mdara

[13/03 15:24] ‪+263 73 365: Chakanaka kana uchichita asi paunenge wapamapiritsi unoona wanyika yako wega

[13/03 15:26] ‪+263 73 365: Unoona kunge uri kusemewa urikuvengewa hameno zvazvinoita sooo

[13/03 15:26] ‪+27 84 712: Baba Mwari akurangarirei vashoma vanodai kungoti regai azvionere

[13/03 15:26] ‪+263 73 365: Thank God madam vangu vanomira neni nguva  dzose

[13/03 15:27] ‪+263 77 431: Ndovarume ava

[13/03 15:27] ‪+263 73 365: Very true even kana wakachecheudzwa mukana ushoma again👌🏼

[13/03 15:28] ‪+27 62 583: Ok haaa kuchecheudzwa hakupedze mafeelings hre

[13/03 15:28] ‪+263 77 431: Kunopedza

[13/03 15:29] ‪+263 77 431: Plus hakusi safe

[13/03 15:29] ‪+27 62 583: Haaa ganda rangu  handidi naro

[13/03 15:31] ‪+263 73 365: Chisiya kukecha

[13/03 15:31] ‪+27 62 583: Inozoramba kumira

[13/03 15:31] ‪+263 73 365: Takadya nyika rutivi isu ...pamwe waitokecha mahure maviri  maviri

[13/03 15:32] ‪+263 73 365: Asi chandakaita hapana

[13/03 15:32] ‪+263 73 365: Opportunity knocks once

[13/03 15:33] ‪+263 73 365: Ndikudemba mukana wandakatambisa ..dai ndane mabhazi

[13/03 15:33] ‪+263 77 495: Ichokwadi chakazara

[13/03 15:37] ‪+263 77 234: Varume maswera seyi mune nyaya yeyi mudare

[13/03 15:39] ‪+27 61 727: Nguva yacho unenge uchinakirwa ka saka there's no need yeku chema chema,tongotenda nekutiudza nyaya yenyu kuti avo varikuhura vachawanawo mubayiro we mapiritsi.....

[13/03 15:42] ‪+27 61 727: Its true kana uchisiya mkadzi wako wawakaroora uchiyenda kobhadhara hure kureva kuti ukuda Aids ka,saka vasingatsiurike siyayi vakadaro

[13/03 15:42] ‪+263 77 234: Shar the is no one ari perfect usade kuzviita iwe unogona manhingi

[13/03 15:43] ‪+263 73 365: Yah I'm regretting but I'm hapi it doesn't mean l will die today

[13/03 15:43] ‪+263 77 431: Iwe ndiwe benzi chairo

[13/03 15:43] ‪+27 61 727: Obvious u won't die.....watoudza vakawanda

[13/03 15:43] ‪+263 73 365: Aids haina ndakangwara or ndinoziva

[13/03 15:44] ‪+263 73 365: Seka urema wafa

[13/03 15:45] ‪+27 84 712: Yaaa tiripano kuonesa upenyu zvinowanikwa mukurarama


Gentleman cheating will never be celebrated ultimately, it brings hurts to you, your body, your wife, community, country, and above all to God. As men let us take heed to God's word and be faithful to our families only!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp