Nezuro ndakano raura hangu hove na sahwira wangu ku Blobergstrand beach.Yes takabata hove dzakati oh zvaiva nani.

Tichiraura kudaro ndakambotora chinguva ndiri zii zvangu ndichifunga kuti Mwari vakambosika chinhu chinonzi ..HOVE (fish) sei ..!

Written by B Tenhedza

Ndakanatsoona kuti Mwari havana kutange nekusika hove vasati vasika Mvura. chakatanga kusikwa was water then hove ikatera (Genesis 1:20), dai hove iri iyo yakatanga kusikwa pasina mvura, yaiswera yava dry Fish
Must Read: Zvandakaona Pakuredza Hove
Must Read: Zvandakaona Pakuredza Hove

BAKAYAWA Likewise mulife mako usati wauya panyika, chakatanga was everything you need in life. solutions to all your problems are already there but you need to maintain a good relationship with GOD in order to discover what is yours. ukaona hupenyu hwaoma kuita dry fish bakayawa, it is because wabuda muoriginal plan yawakasikirwa (to praise and worship GOD). Don't get out of the original plan.

Share Share Share And Like My page

Give a comment about your thoughts and help a sister by sending this!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.