It Is Finished! Verenga Unzwe!

Jesu akataura mazwi aya ekupedzisira asati afa "IT IS FINISHED"... zvino azomuka kubva kuvakafa pana John 20:15 unonzwa akuti kuna Mary Magadalene "WOMAN WHY ARE YOU CRYING?"...!


Zvino hameno wandauya kuzotaura naye nhasi uno ane misodzi pamatama... anoti ini zvangu hazvichagoneka, zvangu zvanyanya, angu atova maperrenial problems - ndanzwa nekuomerwa nehupenyu kana kufa kuri nani, I am giving up... iyewe ndiwe wandauya kuzotaura naye nhasi... Jesu vari kuti ivo "WHY ARE YOU CRYING?"... hanzi naJesu usacheme, mufaro unouya mangwanani... nokuti watakatenda kwaari uyu (JESU) ndiye akakunda rufu ... STOP CRYING - JESUS IS ALIVE ... nyangwe zvikaoma sei, iwe TENDA bedzi, MWARI MUPENYU uye MUDZIKINURI ... zvinonaka, zvinoita - kana akakunda rufu kana newe unokundawo whatever challenge ingauye in your life through Him ... JESU ANOGONA ...!
It Is Finished! Verenga Unzwe!
It Is Finished! Verenga Unzwe!

"WHY ARE YOU CRYING?"... STOP CRYING - JOY COMES IN THE MORNING ...!

Share Share Share And Like My page

Give a comment about your thoughts and help a sister by sending this!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp