China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Mukugarisana

Wise advice kumadzimai mukugarisana umu.


1. Kugarisana nevamwe mushe is just minding your own business uye kuziva pekugumira chaiko.

2. Gara mumba mako kuti upfuurwe nezvakawanda zvisinei newe.

3. Mukadzi wese bvuma kukundwa hauite problem nemunhu.

4. Medza godo usaite godo nemunhu ndopanobvira makuhwa nekuroya.

5. Usakumbire kumbire zvinhu zvevanhu pese-pese, pakugarisana unoitwa nyaya nevamwe ufunge.

6. Dzidza kuti chawataura nemumwe or zvamataura nevamwe ngazvigumire ipapo.

7. Usaite full of I know mukugarisana, vanhu vanodzamara vobhowekana newe..

8. Usapindire nyaya dzausingazive, zvausina kuudzwa kureva kuti haunei nazvo saka siyana nazvo.

9. Munhukadzi usade nyaya kunge news reporter zvimwe zvokuzvimbira mangwana.

10. Kana uchiroja usajaire kushandisa zvisizvako, pakugarisana mukadzi dzidza kutenga zvikorobho zvako, mitsvairo yako, mabuckets ako, madish nemapegs ako. Ukadaro hauite dambudziko nevamwe coz hondo dzinotangira pakutora mapegs wodzosa akashota makutotadza kuwirirana....

11. Muhupenyu usabate phone yemumwe munhu nomatter how powerful in position you could be, mind your own business.

Ndinovimba Madzimai muchabatsirikana

Have a good day.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Mukugarisana
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Mukugarisana

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp