18+: Zvidzidzo Zvebonde – Mhando DzeChikapa

Zvidzidzo Zvebonde – Chikapa


Tete vanoti, "Hakusi kuvapa mbiri kana kusvora mamwe marudzi, asi paongororo yakaitwa zvakaonekwa kuti vakadzi vakapinda chikoro chinamwari vose zvavo vanemukana wekugara mudzimba wakapetwa kamakumi maviri pane asina."

Unogona chikapa here kana kungoita chibhubhubhu ? Madzimai varume havadi matanda pabondezvakakodzera kuti uzive chiya chinonzi chikapiranhowo or in short chikapa. Chikapa chiripa mhando dzakati wandei uye chichitwa pamastyles akasiyana siyana zvinosanganisira.
18+: Zvidzidzo Zvebonde – Mhando DzeChikapa
18+: Zvidzidzo Zvebonde – Mhando DzeChikapa

Chikapa Chebenzi: Ichi chikapa chisina direction, chinomisa moyo apa sikarudzi yababa inogona kutorara nechikapa ichi, mukadzi anongozvonyongoka kunge nonyoka, achingoita kunge mupengo zvekuti kana nhengo yababa inenge ichingosvotoka svotoka kasingaperi. Ichi chikapa chinobhohwa varume zvekuti kana kukusiya anokusiya.

Musveta bambo: Iyi imhando yechikapa chinowanzoitwa nevakadzi vane nhengokadzi dziya dzinonzi chitsoka chemhene. Vakadzi anogona kusveta nhengo yemurume nekuiregedza nekuimana zvakare uku vachikurungira zvinyoronyoro. Iyi mhando inonyatsogonekwa nevakadzi vanobva Masvingo. Ndosaka vachiita sevanotonga varume zvakanyanya, asi irinyaya yekuti murume anoziva manakiro anoita mukadzi wake zvekuti haana mumwe waanoteerera kunze kwenhengo yemukadzi wake.

Zvamburo: Ichi ndicho chikapa chinogonekwa nevakadzi vakatiwandei, Ndochikapa chekuti murume anenge achiita kutswa mukadzi achitega akasenga magaro nezvitsitsinho, kana kuti anoti musana pasi makumbomudenga achijada jada murume. Chirinaniwo hacho but hachinyatsopengesa murume.

Chapwati: Ichi chinosanganisira, (cherusero, chikopokopo,uye garwe) chikapa ichi ndochevakadzi vechirudzi, Malawi, Zambia, uye neMatoko ndochakaoma ukaita mukadzi anokupa ichi wagara mushe pabonde. Chikapa chaka enderwa kuchikoro uye munhu anoziva zvipimo zvekupa murume zvichienderana nepavari. Murume anobuda madzihwa nemasiriri nemisodzi apihwa chikapa ichi. Chinoitwa pamaposition anosvika makumi matatu nemaviri (32 positions) Izvi zvinoitwa nevaya vakaita chinamwari. Vashoma varume vanopinda apapo vanopabuda, Ichi chikaitwa nesmall house amaiguru hapana chenyu. Ndopaya pamunoona murume achirongedza bag kusiya surburb vachienda kunogara kutangwena kwaanorara achiti kana oda kushanduka anotanga abuda panze odzoka ne side raanoda kurara naro. But haadzoke kumba because chikapa ichi chakaipa.

Gunda musaira: Haa ichi chikapa chavaya vane shungu asi vasinga nyatso ziva zvavari kuita, vanoti kana vabatwa nezemo vanoita kunge dzadambuka, Vanochemerera zvekunge kuchemaa zvisna order. Vakadzi vaneukasha nebonde zvekuti panogona kupedzisira paita macasualities. Vanoita kunge vanosvikirwa nekuda bonde. Vazhinji vakadzi vanoita chikapa cherudzi urwu vanoti kana voda bonde vanoita hasha zvekuti Havana control. Vakasaguta bonde vari easly tempted into promiscuity.

Hakusi kuvapa mbiri kana kusvora mamwe marudzi, asi paongororo yakaitwa zvakaonekwa kuti vakadzi vakapinda chikoro chinamwari vose zvavo vanemukana wekugara mudzimba wakapetwa kamakumi maviri pane asina. Uye kunyange murume wake akaita misikanzwa haarare kunze anouya kumba because anenge achiziva kuti main menu irikumba, kusmall house ndekwekukoka hasha. Zvakaonekwa zvakare kuti vanogona kuita bonde nemurume even vambotukana, kunyangwe akarohwa haararise murume nenzara. They know they primary duties very well. Zvakaonekwa zvakare kuti kunyangwe vakasaita blow job kuvarume vavo varume vanongogutsikana zvakadaro ne kuti vanoziva kukapira nhovo on different style nekukama hurume hwese chitende chemurume chichisara chati gunduru. Vamwe varume kana vaitirwa izvi vanobva vabatwa nehope ipapo ipapo pavanongopedza kudurura. Muchidzidzo chinotevera inyaya yekubatana pabonde, nhasi tombogumira pano.

Tete vanopedzesera nekuti, kunyangwe ukava nezivo yese iyi asi pasina Jesu mumba imomo hamuna rugare. Uye kana wafa mweya wako unoendepi, hakuna denga rinopindwa nekuti waive shasha yechikapa, unotopinda bedzi nekugashira Ishe Jesu saMambo nemuponesi woraramira iye.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media. Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp