18+: Kugona Kubata Murume Pabonde Kuita Sei?

Mhinduro ... Kugona kubata murume zvakanaka pabonde kunzwisisa kuti mese muri vaviri muri kuita bonde kwete kuti umwe chete ndiye arikunakirwa chete.


Mukadzi anotambawo nechombo chemurume, kupuruzira, kufuridzira, kuyevedzwa nacho chombo, kutaura nezvacho chombo ichocho kumurume wako.

Kupa murume mazamu, magadziko, makumbo kuti atambise, kukisa murume muviri wese, asi kumirira kusvika wanyatsonyorova, kubvunza murume kuti anoda kushandisa maitire api.

Kana mapinzana kushandisa chiuno kumonera murume, kubatirira murume chiuno chake nokumupa rhythm yakakodzera kuti anonoke kurasa mbeu. Kuchemerera zvinoenderana nokunakirwa uchirumirira muviri wemurume.
Happy couple

Kana iwe mukadzi wasvikawo, ipa murume experience yazvo muite mese saka muudze awedzere kupomba uchisvika hako. Iwewo wedzera kushanda kwechiuno chako.

Kana chombo chababa chabuda munhengo yenyu, iwe mukadzi kasira kuibata woidzorera mukati wotangazve kumonera murume. Murume ngaazive kuti anonakira mukadzi.

Mapedza usangoti zii, udza murume kuti zvanga zvichinaka uye kuti chanyanyonaka chii kuti kana ozowedzera mangwana azive zvokuita.

Ratidza kushamisika nokunaka kunoita chombo chemurume wako. Shamwaridzana nechombo chake kana makarara wombundira murume, isa ruoko pachombo chake akakufuratira. Uchaonawo iye oisawo pazamu kana wakamufuratira makarara.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp