Vafundisi: Zvinoitwa Kuti Vanhu Vadzoke Kukereke Kwenyu

Shalom Vafundisi. Zvinoita kuti vanhu vadzokezve ku service yenyu.


1. Kugamuchirwa zvakanaka ne ma usher nema greeters.

2. Kuita zvinhu zvakarongeka . High level of organization

3. Kuchengetedzwa kwe midziyo yavo se mota ivo vari mu service. Haudi kubuda service woona mota yaponjeswa kana kumarwa. Haudzoke.

4. Kuchengetedzwa kwevana vabereki vari mu service. Kusabvumidzwa kunotenga zvekudya vachidarika migwagwa .

5. Ma toilets ane mvura , anoflasha, ma tissues. Ma toilets asinganhuwe ane chihuri chinokiya.

6. Order of service. Maitiro ezvinhu zvakarongeka rongeka.
Family

7. Kugamuchira vaenzi nekuita follow up within 36 hours.

8. Kusagarisa mwana wesangano nguva refu asina kubhabharidzwa Mat 28 v 16.

9. Kusaita confusion nguva ye service.

10. Mukereke makachena.

11. Kufamba zvakanaka pamuno bvisa offering nepakubuda.

Spiritually to the Pastor

1. If you don't labour to prepare your sermon they will labour to understand it.

2. Lead by example pa offering tanga iwe kubvisa vana vakuone.

3. Dress well.

4. Take time to prepare your sermon, start on a Monday and go over it again and again with the guidance of the Holy Spirit.

5. Be relevant.

6. Deliver people and bring them to Christ. Win Souls. He that is wise wins souls. Soul winning is our Father's business.

7. Keep updated church records.

8. Wonekawo

Pa Mariro.
Pa Birthday.
Pa Nyaradzo.
Pa Hurerwe.

Ukadaro wakunda .

Vamwe vanotevererwa chiporofita, deliverance, healing asi hunhu havana.

9 . Don't base the church on your gift but on the word of God and Prayer

Apostle Bigboy Kathumba.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp