Muchiri Mese Here?

SCRIPTURE: LUKE 2:41-46 Joseph naMary pavaibva kuJerusalem kumutambo wePassover vaifunga kuti vana Jesu but vainge vamusiya kuJerusarema.


INZWAI yandauya nayo , Joseph naMary Vakaita chijairira chekuti mwana wedu uyu watinogara naye nguva dzese little did they knew kuti vamusiya kare kare.

Tinogona kuita chijairira chekuti tinofunga Jesu anesu but isu takamusiya kare. Unogona kusara wava nemunamatiro zveFormalism zveRoutine but iye Mweya Mutsvene akakusiya kare MWARI verugare ngavatiwanire nyasha.
Muchiri Mese Here?
Muchiri Mese Here?

Joseph and Mary were satisfied kuti Jesu vanaye but ivo vasina up until they searched for Him ndipo pavakazoona kuti aizve ko inga hatina Jesu urikupaona here.

Examine yourself, zvitarise kuti muchiri mese here naJesu kana kuti wakamusiya kare, examine yourself kuti Mweya Mutsvene achiri mukati mako here or you are no longer together. Bvunza Mwari kuti ndichinemi here Mwari or ndakakusiyai kare.

2 Corinthians 13:5 Examine yourselves, to see whether you are in the faith. Test yourselves. Or do you not realize this about yourselves, that Jesus Christ is in you?—unless indeed you fail to meet the test!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp