ZVINYUNYUTO IZVO VANABABA ZVAKABVA KUMAPOKA EMADZIMAI ENYU:


1. Varume havadi kugeza nesu, vanotinyara kunge tiri hanzvadzi dzavo.

2. Varume vanorara nesu vakadzima malights, isu tinotodawo even rakacheka nyika.

3. Varume vanotik*ira tisati tave ready (not enough romance).

4. Varume vanoita kunga vari kuita rape maitiro acho. (Don't rape us please takauya zvachose. Nyatsoitai zvakanaka).

5. Todawo zvekudyira dyira muBedroom.

6. Vamwe varume vanoita huElder kuchechi nemubedroom mese. Zivai mutsauko webedroom nechechi, todawo kunyatsobatwa chaiko.

7. Vamwe havagezi before sex, vanenge vachinhuhwa dikita. Gezai tsvimbo dzichene dzisati dzatizvambura.

8. Varume vanotinyara muBedroom.

9. Varume havadi kuudzwa kuti handina kuguta unonzi uri hure.

10. Varume tipewo mukana wekuita zvatinodzidziswa kuma kitchen party nepamagroup aBaba naMai Apostle Sibiya, nekwatakabva, hachisi chihure. Hamuzivi zvamuri kuruza. Tinokuchemedzai mukashevedza mai...kikiki!

11. Varume matiuraya ne-missionary style day after day. Itai muchichinjawo. Kune more than 20 sex positions. Exlore nesu muone (check Apostle Pride Sibiya's website and search for "Sex Positions")

12. Varume vanoita chopu chopu hwejongwe, kana kunge tsuro. Musaita semurikudzingirirwa or kana kunge zvekuba motorara motisiya tiine nzara, tanzwa nekuzopedzisa nechigunwe.

13. At times they are very weak pabonde, simbisaiwo misana.

14. Varume vanongotida during sex, havadi kufamba nesu nemota dzavo.

15. Toda kuk*irwawo kusvika tarasa mvura (squirting). Vakadzi vazhinji havasati vambotunda.

16. Varume vanoda sex asi ivo vaswera vachitituka, nekutaura rough. Hatisi maSascam tiri vanhu vakakwana.
18+: Zvinyunyuto Izvo VanaBaba Zvakabva KuMadzimai Enyu!
18+: Zvinyunyuto Izvo VanaBaba Zvakabva KuMadzimai Enyu!

17. Varume vanoda zvekuhura asi vasingatigutsi pabonde pacho.

18. Varume toda kumboendeswawo kuOut for a weekend or night out tiri 2.

19. Varume vanofanira kumbotipawo mukana wekumbokwirawo pamusoro timbokoirawo kwete kutitsimbirira everyday.

20. Varume please support yourselves ne headboard kwete kutitsimbirira during sex vamwe makasimbisa. Chikapa chacho tinochiita sei takatsimbirirwa nenzou kudaro?

21. Varume tendaiwo madzimai nemitupo kana vapedza basa.

22. Taramba kuzopedzisa nechigumwe imi makotsira

23. Nyatsai kuita zvekuti tosara tasvipa moyo nayo.

24. Gezaiwo mazino before sex.

25. Toidawo sex even muBathing room tichiita shower kana mu tub uye mudinning room pamasofa.

26. Be creative during sex mutichemedze.

27. Todawo kufonerwawo masikati murikubasa, kungonzi maswerasei madam, l love you bae, bye.

28. Todawo kuudzwa kuti l miss you, unogona basa during sex. During doggie style mupote muchirovawo magaro edu.

29. Varume vanononoka kubva kubasa ivo vapedza basa na5:00pm vaine mota.

30. Todawo kuchemedzwa nekuk*irwa kwete topo topo motoita ngonono.

NB: VANABABA ZIVAI KUTI NDOYATAKAVINGA MUSATINZWIRE TSITSI TIPEI ZVATAKAVINGA.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.