18+: Zvichemo ZveMadzimai Zvakanangana NeDare Revarume

Just before hosting our inaugural Dare Revarume Forum, my wife had time with married ladies as asked by me and brought some of the greatest issues ladies have with their husbands.


This is a MUST READ. This is the Shona version, search for the English one. Finally zvichemo zvemadzimai zvazosvika!

Kutenda kwakango naka kana vazipirwa kwete kungo pedza voto pfodora havo kkkkk toda kuguguchirwa after sex kusvika mushini watonhora kwaaa

Vamwe vakaita dambudziko nezviro havadi kuenda kuchipatara kuno batsirwa.

It has been several times but I think it needs emphasis. Varume thinks kugeza ka2 ndekwevakadzi...munhu wese ngaageze b4 bed.

Hanzi neumwe husband anongoda sex when he feels to so they need to change ipapo coz kunyangwe ndisingade ndinongozvipawo kwamuri so same with him even ari tired ngaandipewo.

Romance inodiwawo kwete kungoti payasimukira ndopongouya baba kunyangwe ndisiri ready munotisiya tasvuuka nekuti kunenge kusina kunyorava uko.

Sex in the bathroom bhoo stereki.

Ngavaite vachiti mirirawo kwete kungoti bhora mberi, slow slow tisvike pamwe chete kwete kuzosara wotambura wega.

Pet name calling toidawo not kuti ana babe, honie, sweety, Honeypot ndezvekunze uko ko isuwo Mumba tozozviudzwa Nani? Ndipo pakuzoti mukadzi mukuru ndozodedzwa those pet names kunze uku ndakutoita go made nekubva ndatofunga entanglement....tozvidawo nyangwe ndachembera hangu but ndiri chembere yako.

Nyaya yekuti baba vanongoti kumisa nekutokwira hainyatsoite veduwee munhu imbobatawo mkadzi wako soo uchinyatsoratidzawo kufarira body yamadam telling her how beautiful she is....zvinoita kuti ini semkadzi ndinzwe kudiwa zvobva zvaita kuti ndive sexually ready then kana ndaibva baba vochinyatsotangaka havo basa .... communication matters ipapa coz pamwe ndirikuda nice n slow iwe wongoti bvorokocho, kubvu kubvu tsaaaaa hayiii mani.....let's communicate during sex tese tichiudzana zvirimumoyo until we are both satisfied.....unotonzwa baba vangokwira 1 minute 3 seconds vakutibvunza kuti did u cum babe? Ahhhhh come ndichibvepi kwawambondiendesa iwe waita hwejongwe hako.

Kuti munhu anouya ane stress, you ask omudhura oda kuipedzera pahoneypot instead of kutaura zvanetsa then mofadzana henyu.

Varume ngavazive kuti pane mamwe masex styles ekupedzisira ekuti akangoiita iyoyo mukadzi aparara kwete kuti ndiyo yaarikuda kutanga nayo ndikapedza anotarisira kuti simba rekuzomuitira zvidobi ndoriwanepi iye atondipedzera.

Vasamhanyire kungobata pa G-spot ndisati ndapika. Muviri wose ngaubatwe nekukiswa vombopfuura nepa G-spot vachitesta readiness. Kana mukadzi aibva anodhura ega, or kuinangisa pamwe a or kutanga kukoira koira nekutoterera.

Communication during sex, kwete kungonzi uri kunakirwa here, things like, l love you my girl, eish l can feel you, unogona my wife, beautiful, ngatimbitai slow, kuseka Sekai etc kusvika pakuudzana kuti ndaakuda kuita come can we now. Coordination.

One round haiite unless iri LP (long play) ine communication and coordination uye mese masvika.

They should not confuse kutota nekutunda kwemudzimai.

Romance should not be like vakusvina mutton cloth.

Magaro nemazamu are not for deco kuti hembe dzifite..... Akasikirwa baba.

Nyaya yekudenha bhinzi voisiya yafuta vasiyane nayo..... Ukasoaker beans make sure wabika dzikaibva.

Romance kusvika kabeeans katota Kwete kungokwira kwakaoma zvinorwadza pane kuti unakirwe.

Men should stop playing nice only when it's time for sex.

True Mom inoda mazino nemukanwa makagezwa kiss yacho, plus ngava kise zvine style kwete kuruma. And man should know kuti pane kamuitiro kanoda mukadzi not kufunga kuti ndovanoziva zvese or kufunga kuti ndikada yangu kurohwa ndakaita 180% voti ndezve chihure.
18+: Zvichemo ZveMadzimai Zvakanangana NeDare Revarume
18+: Zvichemo ZveMadzimai Zvakanangana NeDare Revarume

Vana daddy ngava dzidziswe kuti kiss inoitwa sei zvakanaka kwete kuzadza mwana wevanhu mate basi basi.

Yes why is it havade kuita crazy n fun and expect woman to be crazy abt it..... Vamodya kudyiwa ngavageze tsvimbo dzavo kusvika dzachena n kudyanana not meant for harlots.

Nhayi kuita kunge dhongi, ngavadzidziswe mabatirwo panoitwa munhu kwete kuita kunge vakubata nzimbe,,, fore play ngaiwande not kungodururira munhu sejongwe vobva varara.

Ndoona sekuti problem ye varume is kuva domineering wen it comes to sex matters vanopindwa nechikare too much and think mukadzi akaita suggest ways dzekuti vaite enjoy vese waakunzi wakazivasei wotofungirwa. 1) So it's good that men shld kno kuti kana mese health yenyu iri bhoo pple shld go for all(e.g about 77) sex positions to make life vibrant vozve, varume vazhinji vanongoda the old fashioned style missionary position yet they shld go for styles like: cow-girl, doggy, scissors, spoon position, ride time pachair muchiitao zvinshura zvinogara zvakadaro(inbox vaneshungu nazvo kkkkkk kwaaa ), position 69 muchibandana, standing front to front or front to back, virginal position etc, etc.

It's very important that a man knows kuti for a woman to get to orgasm she needs for play. A woman is like a diesel engine that needs to be heated up before start. Then both partners need to kno pekubata bata zvinyoro nyoro raise each other's romantic temperature nokuti pane panoda kuita netunzara(nails) nekure kure kwete kukwenga munhu, then pane panodao fingers or palm of the hand to massage.

Actually imwe style isingadhuri ndeyekuti u can take yr man/woman into a romantic conversation makatogara pasofa kudai ikakusiyayi mese underwear dzati tapa mukasatoziva kuti makwiranasei mukapedzasei bcoz of the level ye romance.

Also some men even women themselves don't kno how to explo the G-spot panovandoo panenyaya with the woman kuti aite reach her peak. Possessing the sexual mountain (this is the 8th mountain to be seriously possessed guys by every couple I think).

Plus varume ngavabvewo pa language yekuti, "tarisa uko or vhura (is it a door raunoti vhura), or wapedza(indiro yesadza here)" saka bedroom language very crucial veduwe. Allow each other to see yr Organs kwete kungopakirana zvinhu zvisina kujeka kune ma sexually transmitted diseases so let's help each other time ichiripo kwete late. Uye both men and women musasurirana mumagumbeze please it has negative impact on relationship yenyu.

Minhu namdaave romantic even during the day .....kwete kuita kunge romantic mood yake inobakidzwa husiku chete.

Munyatso unorwadzangavasa kutsokota tsokota zvinorwadza plus kuiswa nezvigunzwe it can be irritating pamwe nzara dzakareva ordzine tsvine nema grease or cement depending nebasa rako uye magezero nenzara dzacho.

Ini topic iyi yakatondibata ndakabva ndaita stress kana kurara handina hangu.

Kuita kunge inomiswa nerima nhai.

Many men blame women for not getting satisfied ivo varivo vanoswero tamba nekutaura ne the opposite sex zvavasingaite nesu unotoona kuti baba ava is more relaxed vachitaura nevamwe avo owe zvitange unotoita kunga benzi chairo.

Kuitirwa chi rough rough so even when y try to be sweet woo after that wozonzi huya haaa ini zvinondiita put off handizodi ini.

Kusanyatsotenderwawo kutaura moyo wako zvakasununguka usingatyi that makes y ugare unema unsolved issues anoita kuti usazonyatsofarira bonde.

Dzimwe kiss so hadzizodi mate mazhinji kwazvo kunyange tiri nyama imwe.

We want to be called ma names my love, honey, etc.

Varume ngavasiyane netsika yekupa MADZIMAI PRESSURE KUTI NDIKUDA MWANA MUKOMANA ko ini ndini ndadiii vana vana pliz tanzwa.

Kusupportawo mudzimai her dreams sekumirawo kwatoitawo nawo.

Varume kana taenda kunevanhu eg panhamo, family gatherings pasina private rooms please imbotiregereraiwo ehe tinenge tichitodawo bonde but imwe nzvimbo haisi yeizvozvo please.

Kugeza kunodiwa priz ukapinda mugumbeze uchinhuwa dikita, mukanwa, it's a total turn off.

Chiweti chinogezwawo or kupukuta netissue if uripasina mvura not kuweta wobva wazunza wodzosera chiweti mubrugwa ...weti iyoyo inonhuwa veduwee.

Kana maenda kutoilet for poo pisikai zvakanaka zvekusiya tsete papant is a total turnoff kana ndambotota ndinobva ndatooma instantly.

Exactly new styles tinomawana ikoko kuChina saka ngavazvozive.

Kana tanetsana azvireve kuti zvinhu zvanetsanawo varume ngavasatitsanyisewo bonde and tikakuitiraiwo ma styles manyowani learn to say thanx than kubvunza kuti wakazvizivirepi.

Love bite hakusi kurumana kkkkk aaaayah ndakazomboita rimwe ronda rakaramba kupora rimwe gore handife ndakazvikanganwa gegegege regai ndimboseka hangu .....kubva gore iroro kiss ndinotoitya ndenge ndichitofunga kuti nhasi zvangu ndinotozotura befu ndaona ndisina kutsengwa.

Manipples edu are very sensitive haadi kukanywa kunge murikuzvidinha anobatwawo zvine love ari very fragile aya ndotozochema kurwadziwa than kuchemerera kunakirwa.

Kakunetesa maziso kaye during fore play or sex does not mean munhu aneshavi renjuzu, its nornal.

Kuva crazy during sex,, n murume ano maker love akanyarara anobhowa.

If a woman ask for wild sex its normal e.g I like zvine rough sometimes and outside the house.

Kusada missionary doesn't mean mukadzi haana hunhu.

Toipedzesa tichiti varume nemadzimai zvinhu zvose ngazviitwe muitirwe wazvo tiri mudzimba dzedu tichitya Mwari nakumunamata nemasimba edu ose. Chakaipa chihure, chinoendesa kugehena asi kufara nemumwe wako pamurairo waMwari ndizvo zvinodiwa. Sunday ino ngatiendeyi kukereke tose, tinamate Mwari wedu!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp