Munamato WeVapererwa, Zvinoita Chete!

NHASI ndinoda vaya vanoti ini ndapererwa, vaya vakasungirwa mhiko kunzi kunyange piece job chaiyo handidi uyiwane.. Nhasi Mwari vanodambura maketani.


By Evangelist Menton Makaza

Kukura kwako wakato kura uchiita zvekutamburira, nhasi wakura asi unongo rwiswa hauna zororo unoto romberwa chikwambo kunzi ngachiite murume wake isu tichiita Mari.. Nhasi Mwari varikuzviramba izvozvo.

Urikutadza kuita mbereko kwete nekushaya mbereko asi nekuti une chawakapiwa kubva pakukura "rushava" chinokutadzisa kuti uwane Mwana chero mumwechete zvake.. Zvino Ndauya kuzoshandura hupenyu hwako manheru ano akakunyudza ndiye achakubudisa.

Ungararame sei uchiti zvaunotengesa hazvitengwe, ungararama sei usina pekubata kuti uraramise mhuri.. Mari yeround chaiyo inotokunetsa kuti ikwane, dzimwe nguva unoiwana watoita kukwereta.. Nhasi ndinoti zvako zvaringana hama mudikani gamuchira ruponeso pasina mubhadharo. Receive mari yeround, Receive mari yekutanga bessnes in the might name of Jesus Christ.
Munamato WeVapererwa, Zvinoita Chete!
Munamato WeVapererwa, Zvinoita Chete!

Nhasi ndinokunamatira hama yangu Mwari ngavakusunungure pose pakasungwa newakaipa.

TENZI MANHERU ANO PFUURAI NEPANO.

Zvauri nhasi it's not your position, say God take me to another level..

Mweya wekungononoka nonoka, unoita gore uchironga chinhu 1 haa ndaramba taakuda super natural speed..

Waanenguva yakareba sei uchingonzi haisati yabuda.. Wakanyoresa kare kare gore rakapera, but dzevamwe dzichibuda asi yako iwe chete unongonzi hazvisati zvaita.. Iyezvino wasvika pakunzi bepa raakudhura wedzera mari.. Zvese waita asi chabuda hapana.. Zvinotokuudza zvega kuti uyu mweya usingade kuti uendewo kunotsvaga basa uchengete vabereki nemhuri yako.

Whatever spirit that is strengthening the stronghold of sin should be blotted out in Jesus name. Receive your PASSPORT in the might name of Jesus Christ!!

Wese varikukugara matare iwe kuti usabudirire uye zvinhu zvako zvisafambe ndinosasa moto wedenga..

Unemakore hobho uchishanda asi urikutadza kuchengeta mari yemubedha chaiyo. Mari inenge Paper haa pane akakutsika chitsitsinho ndati ngaakuregedze right now.

Simudzirwa pabasa rako marriage yako yakaparara nekuda kwemweya yemadzinza ndati enough is enough pavakakushandisa pakakwana, your cry it's over this is your time to celebrate.

No more to be single, take your marriage right now by fire by thunder.. Usazvidzikisira because of your current situation urimukundi iwe.. Mwari varikukugadza nemadzimambo mwaka uno..

Oh Jehovha, sanganai nesu Mwari inzwai kuchema kwomumwe nomumwe aripano Ishe wangu..

Gamuchira ropafadzo yaMwari iwe uponeswe. Receive your Visa. Receive your licence. Receive your work permit in the might name of Jesus Christ.

Iwe wega ndiwe wakanyanya kuita seiko? Inga vamwe varikupupura wani, hanzi ndorikwira seiko gomo rine minzwa inobaya..

Kune vanoshanda mabasa ekuti paunobuda mangwananani unongoti ndava kuyenda kuya kumoto.

Kamushandiro kekuda kuitiwa kunge muvengi ngazvi parare nezita raJesu. Mwari ngavapindire pa life yako zvinhu zvichinje nezita raJesu.

I speak labour with produce of works over your life tonight. Ndiwe wakaita sei usingawoniwo ma results of your faith in this life.

Iti mweya mutsvene ndibatsirei handidi kugohwa imi muripo.

Iti ndosiya zvose muzita ra Ishe Jesu Kristu. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp