Hongu Mwari anga avapa nyika iyi but Moses chaaida kuti vandoona mamiriro akaita nyika yacho uye upfumi hwavanahwo plus kusimba kwehondo dzavo. Pavanodzoka vamwe vose kunze kwaCaleb vanopa impression yekuti nyika iyi yakaipa uye hondo dzavo dzakasimba zvekuti vaindokundwa.
Pa verse 30 Caleb achinzwa explanation yaipiwa nemamwe machinda ake ipapo akavanyaradza. Akabva ati kuna Moses, 'ngatikwire pakarepo, tindoitora nokuti tinogona kwazvo kuikunda'.
![]() |
Memory Mutsaka |
Vamwe vachiti education haichabhadari zvaiva zvekare, iwe woti 'HANDEYI TINOKUNDA'. Hongu vazhinji varikuti hatikundi asi IWE sara zvako woga uchirambira pakuti 'HANDEYI TINOKUNDA' . Simba pashoko rekukunda iri, usava nemweya wekugara murenje. Kuvarairwa nedambudziko uchitya kurwa hondo yekuenda kurugare.
Deedzera pavanoti zvatitori zvirinane iwe woti, 'HANDEYI TINOKUNDA!'. Amen!
Operation Tora Gomo Rako, Give Me This Mountain, an possessing my mountain!
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.

0 Comments