18+: Madzimai Gadzirisai Bonde Kuburikidza NeChikafu

ZVEKUDYA ZVINOPA VARUME ZEMO: Vakadzi vazhinji munochema kuti sei murume asinganyanyi kufarira bonde.

Asi iwe uriwe usiri kugona kumanager kitchen yako. Zvikafu izvi zvinomuita agare pfuti yake iine mabara. Chinzwisisa kuti kana zvadai chirega kupota uchinyima murume bonde. Pazvidyo izvi chiwanawo zvimwe zvacho zvinowakwa kwauri nyore.

Mwiri wemurume kuti ugadzire urume haungodi sadza nenyama chete or maveg. Murume akashaya zvekudya zvakakwana anokwanisa kugadzira hurume hwakaremara kana husina simba ipapo kana muchizama mimba zvotonetsa kuti ibate.

Musawanzire varume zvekudya zvine mafuta akawanda. Unenge uchiuraya murume wako wega zvako mukusaziva kwako ikoko.
18+: Madzimai Gadzirisai Bonde Kuburikidza NeChikafu
18+: Madzimai Gadzirisai Bonde Kuburikidza NeChikafu

Kurudziranai kuita maexercises kuti mwiri yenyu igere iine mafuta mashoma uye zvinoita ropa rifambe zvakasununguka mumwiri wese.

Imwe nzara yamuri kuchema madzimai ndeye kuzvigadzirira mega. Bonde rine mukana wakakurira wekupodza kutemwa nemusoro kuvanhu kadzi. Kureva kuti iwe mukadzi mushonga wemsoro wako uri mupant remurume wako. Saka une pharmacy yako pamurume wako asi inoda kugara iine stock.

Nzwisisai kuti murume nemukadzi vanogara vachiita bonde kakawanda,mukana yavo yekunetsana yakaderera chose. Bonde rinoderedza hasha uye rinopa strong bond pakati pemurume nemukadzi. Kushamwaridzana kwenyu kunowedzera. Dzimwe hasha dzinoitwa mudzimba umu nekuda kwenyaya diki yotoguma yave hombe. Dzinobva pakushota bonde.Saka iwe mukadzi kasira kugadzirisa nyaya iyi.

Zvimwe zvikafu zvakanaka izvi:
Walnuts
Strawberries and raspberries
MaAvocados
Mavise/manwiwa
Dark Chocolate isina sugar
Almonds
Mazai
Spinach
Nzungu
Peaches.
White fish
Steak
Mhiripiri
Ginger/tsangamidzi.
Saffron
Mabanana
Garlic
MaOats
Sadza rezviyo
Beetroot.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp