Mashoko 10 Anofanirwa Kugara Pamiromo Muwanano Nekudanana

MASHOKO ANOFANIRWA KUGARA ARIPA MUROMO PAKO MUWANANO OR FUTURE MARRIAGE:


1. I love you. ( Chero asina basa nazvo asingakuite, muudze chete. Tisashandise maShoko emaRights neEquality muMarriage please no ndapota.Love language only).

2. I am sorry. (Bvuma kutadza kwako, imwe nguva chero usina kutadza kwacho for the sake of peace and love say Sorry ozosimudzira nyaya yacho later after 2 days hasha dzemumwe wako dzaserera).

3. How are you? ( Bvunzanai chero mavata mese kana kuswera mese,kuti wararasei, Waswerasei, urikunzwa sei if complaining of some pains).
Mashoko 10 Anofanirwa Kugara Pamiromo Muwanano Nekudanana
Mashoko 10 Anofanirwa Kugara Pamiromo Muwanano Nekudanana

4. Thank you. (Learn to appreciate, do not take things for granted even what you see as not much whatever someone does in the home learn to appreciate because marriage is a roleless relationship hapana munhu akaroorerwa kana kuroora kuitirwa kana kuitira mumwe musikana weBasa kana garden boy. Naizvozvo kana munhu aita basa repamba kuCleaner, kucheka lawn etc dzidza kuTenda. We are there to support one another.)

5. Can I ? ( Inzwawo kuti mumwe wako arikuti kudii nemaplans ako. Haugare wega. Hausi munhu umwe. Muri vanhu vaviri vabatanidzwa. Learn to seek your partner's view before you make any decision no matter how small as long as it will have an impact on your partner).

6. How is/was it ? (During and after doing something seek for a comment. Use words like ndagona here love? Zvanga zvirisei? Pudiranai pachena munezvakanaka, politely in a nice way. Usachengeta zvinhu paMwoyo zvinokudzokera mune ramangwana. Hatisi vana vekuHighSchool vanoda kufadzana nenhema handiti).

7. Use the plural pronoun (let us , we, our car, house, kids, moneys, tv, garden, etc. Zvinhu ndezvenyu mese zvisinei kuti chakatengwa nanhingi).

8. Compliments, ( You are neat, beautiful, handsome, the best, unondigonera, with you I am satisfied, etc).

9. I'm missing you ! ( When your partner is away ).

10. Do not stop calling your partner's 1st name when you are just two esp in your bedroom.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp