Kumisa Cheating Nema House-Maids: Apostle Kathumba

Today ndichabata about ma maids, nekuti ndiko kwakawandira cheating ikoko. 


Many marriages have been broken because of ma maids. Mhosva dzichibva from both mai nababa.

By Apostle Bigboy Kathumba

Chekutanga zivai kuti maid anotori munhu akafanana nemi, iwe chaiye nhasi unogona kusarudza kuva maid.Saka ziva kuti maid anotonzwawo kuda.

And pamba pako ndipo pabasa pake. Usarambidza maid kuita vakomana vaanoda, as long asingazviitire pamba pako. Chese chaunogara uchitarisa, chinoguma chava attractive, saka please, allow your maid kuenda ku off every week, achinoonawo vamwe varume kunze uko, because ukagara wakangomuvharira mu gate mako, the only man waacharamba achiona, is your husband.

Don't allow the maid to have contact nemurume wako eg, cooking and serving him food always, washing and ironing etc, because mabasa iwoaya anounza vanhu closer. Do those things yourself. Kana basa rako risingakutendere kuita izvozvo, risiye. Kana usingagone kurisiya, gara warega kuroorwa. Marriage is not a part-time job, its a serious entity, fulltime! Be hands-on pabasa rako
Kumisa Cheating Nema House-Maids: Apostle Kathumba
Kumisa Cheating Nema House-Maids: Apostle Kathumba

Don't abuse maid, ndiye the most dangerous person in your life. Ndiye munhu ane access to your husband, to your food, to your kids, even to your property. Saka inzwa kutya. Because if she chooses to revenge, you never know which area of your life she will choose to destroy. So ma maids ma handle with care chaiwo.

Imiwo baba musaita nzara yehuboss zvekutofunga kuti maid mushandi wenyu. Mutorei semwana. Imi hamuna mushandi, mune mukadzi. Maid mushandi wamhamha, not you. Dont give instructions to the maid, dont confront her. Ngaashaye access to you. Kana paine chakanganiswa, confront wako mukadzi, iye ndiye achaudza mushandi wake. Kana uine nzara, tell you wife. Kana uine nyota, udza mukadzi wako akupe mvura, not kuita zvechisahwira na maid. Ndimi munourayisa vakadzi nema maids imi. Vakadzi vazhinji vafa mudzimba, vamwe vakadzitiza dzimba, nekuda kwamaid, zvichikonzerwa nababa.

Because imi baba pamunojairirana na maid, you begin kutaura zvisina basa, heee sei ndakanonoka kukuona etc…apo hausi kana serious hako, but iye anotanga kutarisa around, ototanga kufunga kuti ane chance yekuva mai veipapo… zvese zvinenge zvava zvake… saka anoona kuti the only person akamira munzira yake, is your wife! So its either achaenda kun'anga kuti mukadzi wako aite zvekupenga, murambane, kana kuti anokuisira poison mufood ya madam, vofa! Anotozoshamisika usina kuroora iye after the death of your wife… but mwana wevanhu anenge atofa nazvo izvi. Kana uina maid ziva kuti muri pama levels akasiyana, and ndimi role model yake, anoshuvira kuvawo pamuri… saka kana ukaita nyere sei, pengera kwawakaroiwa, siyana nevasikana vebasa!

Maid is dangerous kwamuri mai, because shes an observer, anonyepera kunge akazungaira, zvekuti munopedzisira mava kunyeya murume wenyu in her hearing. Anotanga kuona your weaknesses, and ma weaknesses ako ndiwo aanoita ma strengths ake. So zvinoshaikwa nemurume wako mauri, anozviwana muna maid.

Kana mai vatsiura maid, whether zvehasha or what, don't be involved iwe sababa. Even ukanzwa tsitsi, tsikirira tsitsi dzako idzodzo. Don't pray chete to avoiding cheating with the maid, you will fall wakatemba. Tiza ne life yako. Ukatoona kuti wakunzwa ropa kumhanya pese pawaona maid, tell your wife, amubvise mumba menyu. Usashinge uchiti ndichakunda, hakuna kuchena kunze uku. Ungatonyepa kuti arikundi seducer, as long abvapo chete! Temptation hainamatirwe, ino avoidwa, inotizwa.

Vanamai musaite musara wekushamwaridzana namaid zvekumuudza everything about you. Anokubuditsa mu system. Munhu wese anokuziva inside out… is stronger than you. Ndapedza!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).

The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp