2. Kusaziva nekushora altar ichiti zvinhu zvekare . Asi kune vanoita altar dzakaipa dzekukuvadza vana va Mwari.
![]() |
Sei Deliverance Yevamwe Ichinetsa? |
By Apostle Bigboy Kathmba
3. Kuda deliverance usina kugamuchira Jesu(before or after).
4. Kuva nechivi chausina kureurura zvinoita kuti dhimoni rigodzoka nekuti rinenge riine mvumo. Unconfessed sin gives the demon legal rights to keep attacking you.
5. Kudzokera kunzira dzekare iwe wasunungurwa.
6. Kushaiwa shoko mauri.
7. Uchibva mu deliverance watambira Jesu wobhabhatidzwa (full immersion) zvakakosha izvozvo . Muzita rababa nemwanakomana namweya mutsvene kwete nemureza.
8. Ziva kunamata ne kutsanya
9. Zivawo minamato ye jambanja Matthew 11 v12 warfare prayers
10. Kuwana kwaunopota uchishumira kuti uchengetedzeke. Umwe anoitwa deliverance asinganamate
11. Shanda muimba ya Mwari to keep you busy with the things of God. Tsvaga zvekuuita muchechi.
Tip ye Midnight kune varikutanga.
Tanga nekureurura .
2. Zvinyike muropa ra Jesu usati watanga Midnight prayer so thay you dont get attacked . Pa Midnight kunoitwa misangano yewakaipa yakawanda usadenhe usina kuzvidzivirira neropa ra Jesu.
Ndinovimba uri kudzidza . Star and keep this message.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
0 Comments