Happy Mother's Day: Some Of The Best Statements By Zimbabwean Mothers

Happy Mother’s Day


Some of the best statements from Zimbabwean Mothers

1. "Ndokurova ukafa and mapurisa hapana zvaanondiita cause ndini ndakakuzvara!"

2. Punzai henyu maplates. Baba venyu vane mari.

3. "Eh titambire mapasuru zve ndimi matova baba vepano makupinda nguva dzamunoda”

4. "Madyiro amurikuita chikafu aya, kasi murikuenda ku auction?"

5. Muchandidemba ndafa moti ndorarama kusvika rini

6. "Saka zvekutogara pamba zvinotokurwadza zvekudaro? Kuita kunge munhu akazvarwa achifamba?"

7. "Inini handisi mai vako hameno kuti mai vako vaunoteerera varikupi."
Some Of The Best Statements By Zimbabwean Mothers
Some Of The Best Statements By Zimbabwean Mothers

8. "Tanga wadya ndoda kurova munhu akaguta."

9. "Asi munhu wandatuma kuti anditorerewo maspoon mukitchen awana achitengeswa here"

10. "Ndinenge ndisingade kukurova but iwe ndiwe unondituma."

11. "Ungabva wandinyimao chikafu chako kudaro, apa hausiriwe wakatenga. Haya, pamuchaita mari dzenyu kuti tichatombo dzidyao here, ndikauya kumba kwako ndinouya ndakaguta nekuti ndingatofa nenzara"

12."Rarai yenyu vanatenzi vangu, hantie ndakaroorerwa kuzoshandira imimi."

13. “Kana wapedza kuchema wozouya ndikutume.”

14. "Farisa hako kunge unogara pano, tichaenda kumba."

15. "Unofamba uchikika matombo neSchool shoes handiti Baba vako vanoshanda kwaBata."

16. "Vakomana clean your room please. Ndine murume one pano."

17. "Mazoe atopera ne 3 days hoo nhai nekuti mskana webasa achatenga mamwe."

18. "Uchaita vako vana uchazviwonawo."

19. "Unoda kukwidza BP yangu."

20. "Saka haugoni kuti mamukasei mhamha?"

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp