Handina kuziva kuti kubuda uchienda kubasa freely inyasha
Handina kuziva kuti kumhoresa munhu neruwoko inyasha
Handina kuziva kuti kuenda kuChurch every Sunday inyasha
Handina kuziva kuti kuwadzana navamwe tichifara inyasha
Handina kuziva kuti kuenda kuchitoro pamadiro inyasha
![]() |
Covid-19 Yandizivisa Manje! |
Handina kuziva kuti chero kubvisa dzihwa chairo mumhino inyasha
Handina kuziva kuti kubata muromo ,maziso nokumeso zvose inyasha
Handina kuziva kuti kukwira public transport chero mushikashika inyasha
Handina kuziva kuti kana ukahotsira kana kukosora unoswera wavharirwa muchiimba chako wega
Mwari mandidzidzisa kukoshesa zvose zvamakatiitira
Painopera covid 19 iyi kudadirana kupedza nguva.
God bless you.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.