18+: MUST READ: Know Your Woman: 12 Zvinoitwa NeVarume Zvinopedza Simba Mumba Yemukati!

ZVINOITWA NEVARUME ZVINOPEDZA MADZIMAI MAFEELINGS EKUDA BONDE


WIFE 1
Panoti kugeza mukoma, murume wangu hapwa dzake dzinonga dziine gwema chairo chero uri mumood yakaita sei yekuda bonde akangouya pamusoro pako chete paya paanozobata bed kumaside kwako achida kuti asakutsimbirira kuzasi kunoobva kwangooma ka1. Smell yacho yehapwa haitangiki mukoma apa haadi kugera bvudzi racho hanzi its aginst my beliefs. Zvakonzera kuti ndisanakidzwa nebonde kwegore nekudarika now.

Compiled By Mike Pasi (Tough Talk Family)
+27 62 703 6896 (WhatsApp only)

WIFE 2
Makadii mukoma? Ini kuti nditosvika paorgasm ndinoda kuko**irwa zviri very fast saka murume wangu anoita zviri very slow. Ndinotota chaizvo zvekutota zviya but paanongotanga kuk**ra very slow ndinosvika pakuoma ndinobva ndabuda mu style.Ndamboedza kuzama kutaura naye but zvashaya basa.

WIFE 3
Murume wangu haagoni kiss apa anoida sei hanzi handitogoni kurara newe ndisina kukissa but anokweva malips aya kunga mupurwa uri kukweva nyatso yemombe kumafuro zvigorwadza imi unonga uchaita mhoni parurimi. Apa achizadza mazimate eeh sies. Z*mo rese rinobva rapera.

12 Zvinoitwa NeVarume Zvinopedza Simba Mumba Yemukati!
12 Zvinoitwa NeVarume Zvinopedza Simba Mumba Yemukati!

WIFE 4.
Makadii mukoma Mike. Kwangu baba vane mukanwa mune funeral palour yemakonzo. The problem havatodi kukwesha mazino. Kuti nditi kuromba, chivanhu kana chii handitozivi. Saka chii, he likes kuti kana ari pamusoro pangu anoda zvekutaura mhanhingi zviya zvokuti nhingi yako iri kunaka, yakatota, iri kutapira chirega unzwe zvinonga zvichiita mukanwa ini ndinobva ndaoma unonga wakungoti havachiita zvipere here?

WIFE 5
HI mike. Chinondipedza zemo is nyaya yavo yekuti kana vakabvisa underwear yavo kuisa pawashen wakuwacha unoona tsvina pakati so zvinouya mubrain kana tapabonde and its an automatic turn off. Dai mamboedzawo mukoma kuita chinamwari chevarume muvateachewo zvimwe zvinhu because uuuuu dhodho paunder wear yemwana, dhodho pa pamper remwana hazvibudi mukoma.

WIFE 6
Maswera sei? Ndodawo kutaura chinopedza mafeelings ebonde kwatiri vanhukadzi ndakanangana nemba yangu. Dhodho pa mini brief mukoma. Hakuna chinosemesa sekugeza mini brief yemurume mukuru ane 43 years ine dhodho ptuuu. Unozvifunga pese pawaona munhu ende sex yacho haizombonakidzi.

WIFE 7
Mukoma Mike, chinondibudisa mu mood yekuda bonde nemurume wangu inhau yake yekuhura kwakambooita. Each time ndikada kuenda pabonde naye ndotofunga akarara namainini vangu ze*o rotobva ratiza. I am faling to get over it its 3 yrs now.

WIFE 8
Ndauyawo for survey yekuti chinopedza mafeeling ebonde chii chinoitwa nemurume. Kwangu mukoma inyaya yekusagona kubata mukadzi. Mabatire avo emazamo vanenge vari kutsvaga studio 8 pawairosi apa munhu kuzoda manji kutaura hanzi how are you feeling now babe kkk iwe wanzwa nekurwadziwa. Kuseka hangu but ndane nguva ndisinga enjoye bonde racho zvekuti I'm now resorting to self-satisfaction.

WIFE 9
Mukoma makadii makadii nefamily? Allow me space pa survey. Ndinopedzwa mafeelings kumba nekuti anoda kuti ndimudye asi ndikati chindidyawo haachadi. You end up feeling used mukoma saka now bonde racho harichanakidzi nekuti ndakuramba kumudya iye obva angoti saka ngatingoita zvakadaro yet iwe hausi mumood.

WIFE 10
Mukoma Mike nyaya inondipedza zem* inyaya yekunhuwa pakati pemagaro kwemurume wangu mheno kuti matissue havaoni here mutoilet plus kusara netsete paboxer. Tibatsireiwo mukoma tapota panyaya iyoyo kwatinoswera semadzimai takawanda complaining about it.

WIFE 11.
How are you mukoma? Isu tiri nane. Chinopedza mafeelings pabonde kusada kugeza manheru munhu abva kubasa achinhuwa sweat munhu oti ndaneta otopinda mumagudza kadaro otanga kuda kukubata achinhuwa kudaro. Hapana chinozombonakidza mukoma.

WIFE 12
Mukoma thank you for this survey pamwe vachatinzwawo. Kwangu vanonwa so kana vanwa havana nguva yekukubata kungobvisa bhurugwa nekutopinda. Feeling rese rinotiza mukoma you won't enjoy anything.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp