Ummm, Serious Life Talk. Inzwaiwo, Munotii Apa?

Lets have some real tough talk now. Iko zvino une makore 27,28, 29, 30, 33, 35, 37, 39 or 40 and above. 


Uri kuZimbabwe or wakatiza kuZimbabwe now you are in South Africa, Botswana, Namibia, United Kingdom, Australia, etc. Follow closely.

Chawakatiza unoti iwewe inhamo nekushaya ma opportunities and you are very ready to defend yourself when it comes to this argument.

But ikoko kwacho kwauri kusina nhamo and kune so many opportunites waitei or uri kuitei? Ndati follow closely , usandibate zvisiri izvo please

Mota hauna or kana unayo une ka ex-Japanese.Uri kugara mu one room or two rooms isina ceiling. You cant afford kukwira ndege not even once. Mubereki uri kutombotadza kumutumira mari achitomboita nzara and mwana wako chaiye dzimwe nguva fees unoita yekubatanidza-batanidza kuti atange term nevamwe.

Makore ari kufamba. In ten years time unenge wave ne 37, 40 or 50. Unenge wazoita chii at that age? Unenge usingachagare here mu one room? Unenge wane Germany car here nezimba? Highly likely the answer is a no.

So uchabva kwauri ikoko kana kufirako usina kana kai except hembe, mawachi, ziradio neTV nemaphoto ekubeach, nemacomments epafacebook akawanda chaizvo kugroup riye raunofarira.

I am about to finish.
Ummm, Serious Life Talk. Inzwaiwo, Munotii Apa?
Ummm, Serious Life Talk. Inzwaiwo, Munotii Apa?

Dont tell me kuti inyaya yekuti muAfrican culture tine a huge responsibility saka kuti uite mari or uwane yekusaver kunonetsa. Don't tell me all those fake excuses. They can cover you but to a very limited extent.

The real reasons are these: "Ndinodzidzisa vanhu course yekubaker ma cakes for USD $10 per session, come and learn". Iwewe your response is ndochega here, rega ndizvigarire kumba kwangu. Tichawana mahara. Poverty mindset. Kana usina mari batanai muri 15 kuGaborone ikoko, kuCape Town ikoko, endai munodzidza. Form a club yemakeke and start on a high note. God blesses and He will bless if you asked Him. Life changes.

"Ndine idea yangu askana yekuti tiite zvekusona". Iwewe your response is akuda kutibira. Poverty mentality. Ko munotadza nei kugara pasi muri muDurban imomo, muPE imomo mogadzira bumbiro remutemo rinoti mari ichachengetwa mu account yakati and condition yekuitora ndeyekuti pane vanhu 6 and more and zvichifamba so. Dont tell me kuti hee tanzwa nekubirwa, thats an empty excuse. You can block that.

"Ndine idea yekutenga bhazi tiite profit" Iwewe your response is, ndiani anenge achimanager, ari kuwanei, ko isusu" Poverty and cursed reasoning. Ko wadii kuita calculate your profits and work hard for a document that guarantees that and be involved as much uone kuti hazvibude here.

"Ndafunga kuti titsvag farm tirime ma cabbages" Whats your response?Haa cabbage harina mari.Haa ko zvikazoenda nepamwe. Poor brains. Someone is getting $300 000-00 from the same cabbage. Hauna kana ne research yawaita but wakutodaira and you wont even finish reading watove pabhora. Hee ma subs anodiwa vamwe togona kutadza kumawana. Ko wamboita offer here kuti ko kana ndisina mari inokwana can i offer hangu kuita work on a,b,c equivalent for ma subs then ma profits you share equally?

The Indians are poorer than us. The Somalians are poorer than us. The Congolese are poorer than us. These others too are Africans with extended-families responsibilities. But look at them now. When you are poor but rich in the brain you dont remain poor. Isusu we are poor and also poor in the brain. Thats why we are doing relatively nothing.Thats why uri kubva muHarare wave ne 70 years kuenda kunongogara pamusha usina kana nekai. Thats why uri kubva kuSA usina kana nei iwe une vana nevazukuru. Thats why wakutoramba kudzokera kumusha nekuti you dont have nothing. Hapana asingade kugara kumusha kwake chaiko and then be visiting dzimwe nyika mari yakati tii muhomwe.

In this day and age vadikani, hauite mari kana uine poor mindset. Kana usati waziva kuti crowd-funding is the way to go. Kana usati waziva kuti 98 % of all multi-millionaire and billion dollar companies were founded on crowd funding, clubs, cooperatives, groups etc. Not zvedu zvatinoita izvi maZimbabweans.Hudofo huye.Chidofo chiye. Get into groups. Set up clubs. Find each other. Reach out to one another. Draft solid constitutions. Stop gossip and empty character slaying of each other on social media.

Vanhu vacho vamunoti you are more educated than, are employing you and treating you like sixth class world citizens,because hatifunge maZimbabweans, pfungwa dzedu hadzina kudzama.

Dai Mwari atiwanira nyasha because most of us are just lost.

I said we were going to have a tough talk.

I love you all.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp